Dataset Viewer
Auto-converted to Parquet Duplicate
audio
audioduration (s)
1.23
121
audio_path
stringlengths
19
19
transcription
stringlengths
11
2.11k
source
stringclasses
1 value
sampling_rate
int64
16k
16k
audio/syn_00000.wav
ZION CHRISTIAN CHURCH
mms-tts-synthetic
16,000
audio/syn_00001.wav
CONSOLIDTED TABAKONI ROUND UP DEFE CENTRE 2017
mms-tts-synthetic
16,000
audio/syn_00002.wav
18 - 19 DECEMBER 2016
mms-tts-synthetic
16,000
audio/syn_00003.wav
THEME YA2017- HAPANA ANOROPAFADZWA ASATI AMBODZORWA (Jacob 5 vs. 19; Mabasa 3 vs.26)
mms-tts-synthetic
16,000
audio/syn_00004.wav
Zivai kuti hapana anopinda muKenani asati adzorwa. Kunze kwasatani mwanakomana wekurashika ndiye akasikirwa kurashwa nekuti haadzoreki. Madzimai dzorekai paChitatu ukuwo vadzidzisi tendai kudzoreka pose pamunodzorwa. Aninani anodzora hama yake amuponesa (Jacob 5 vs. 19). MaZion makasikirwa Muranda waMwari kuti akuropaf...
mms-tts-synthetic
16,000
audio/syn_00005.wav
TOTANGIRA ROUND UP PADEFE KUTI TITORE MWEYA PANO PAJERUSAREMA PAMUPOROFITA SAMERE
mms-tts-synthetic
16,000
audio/syn_00006.wav
Round Up yedu gore negore tinoitangira pano paDefe nekuti ndipo patinotora Mweya waMwari. Zvino chinozotishamisa ndechekuti pano pacho tinoona vanhu veCentre yeDefe vachibika mbodza chaiyo. Kare vanhu vaidyira sadza padare zvekuti hakuna mudzimai aibika mbodza nekuti zvainyadzisa asi kwaitanga kudyiwa sadza rine nyama....
mms-tts-synthetic
16,000
audio/syn_00007.wav
MUDZIDZISI HAAFANIRI KUSIYA MUKADZI WAKE KANA ACHIUYA KUNGANO
mms-tts-synthetic
16,000
audio/syn_00008.wav
Kana tikaona:
mms-tts-synthetic
16,000
audio/syn_00009.wav
Co-ordinator
mms-tts-synthetic
16,000
audio/syn_00010.wav
Kana Headmaster, tinovati maexample, vanhu vanofanira kuti kuvanhu batai muchidayi (Mabasa 20 vs. 35), vanoita chiAbmereki chekuti tarisai kwandiri mugoita seni (Vatongi 7 vs. 17)
mms-tts-synthetic
16,000
audio/syn_00011.wav
Imi munofanira kuratidza vanhu kuti muchibata muchidai (Mabasa 20 vs. 35). Kureva kuti hatidi kukarika taona Mufundisi kana Co-ordinator anokaruka asiya mudzimai wake achienda kuSvondo, Pfigamwedzi kana kuUngano. Vadzidzisi vakadai isvunu nekuti vanoda kufamba nevakadzi vevamwe. Iri Bible rinototi kuda kwemukadzi kucha...
mms-tts-synthetic
16,000
audio/syn_00012.wav
CHINHU CHASUNGWA PANO NEKUDENGA CHASUNGWAWO (Mateo 16 vs. 19), SAKA ISU ZVATAKASUNGA KUTI MUSAWANE VAKADZI VAVIRI ZIVAI KUTI NEDENGA RAKATOSUNGAWO
mms-tts-synthetic
16,000
audio/syn_00013.wav
Izvi zvekuti varume musaroora vakadzi vaviri hazvisi muBible asi takasunga pano pasi taona kuti hamuzvikwanisi. Saka zvichinzi hamungashumiri Mwari nemadzishe maviri kureva kuti hamuzogoni kunamata Mwari sezvinoreva murairo nekuda kwevakadzi vaviri nekuti uchada umwe ukavenga umwe (Mateo 6 vs. 24). Vakadzi venyu vanoz...
mms-tts-synthetic
16,000
audio/syn_00014.wav
TASUNGA CHISUNGO CHEKUTI MUNHU ANE TSVIMBO NETSAMBA YEDU YEBASA AKASIYA MUKADZI KUUNGANO ANOSIYAWO TSVIMBO NETSAMBA YEDU (Zekaria 11 vs. 15)
mms-tts-synthetic
16,000
audio/syn_00015.wav
Kana uine style yekusiya mukadzi uchiuya kuUngano asi uine tsvimbo netsamba yedu ziva kuti iwe uchasiya zvedu zveJerusarema kureva tsvimbo netsamba. Zvino zvinhu izvi zviri zviviri zvinoreva chinhu chimwe chinonzi basa. Izvo hazviiti kuti tibvunzurudze munhu akaroora mukadzi wake ega tomuti wamusiyirei asi kungotorawo ...
mms-tts-synthetic
16,000
audio/syn_00016.wav
MUFUDZI AVE UMWE NETABHERA (BOKA) IMWEWO (INOVA JERUSAREMA)
mms-tts-synthetic
16,000
audio/syn_00017.wav
Kana muchinamata Mwari wedu weZion muri kuTabhera dzenyu chero kunze kwenyika sekuEngland tinoda kuti mudzidzise vanhu vamunofudza kuti mufudzi ndeumwe kureva Muranda waMwari watinaye, uye tabhera ndeimwe chete inonzi Jerusarema. Saka tichiti kokerai vanhu vauye paJerusarema katatu pagore (Deute 16 vs. 16). Izvi tinoit...
mms-tts-synthetic
16,000
audio/syn_00018.wav
ZVIPFEVE NEVATERESI ZVICHAKUTANGIRA KUPINDA MUUSHE HWEKUDENGA (Mateo 21 vs. 31)
mms-tts-synthetic
16,000
audio/syn_00019.wav
Rudzi rwemaNdebele rwune zvivi zviviri zvavakachatiswa nazvo zvinoti kuda mari kana Upfeve asi tinovadira kuti ukavapa basa rekuita vanoriita nemazvo uye vanokwanisa kugashira vaenzi. Saka makaona muBible Jesu achiti muchatangirwa nezvipfeve nevateresi kupinda muushe hwekumusoro (Mateo 21 vs. 31). Chakaonekwa pazvipfev...
mms-tts-synthetic
16,000
audio/syn_00020.wav
KANA USINA DIPLOMACY HAUFANIRI KUVA IN CHARGE OF ANYTHING PAJERUSAREMA
mms-tts-synthetic
16,000
audio/syn_00021.wav
Munhu anogara paOffice yeTourism kana paBoomgate anofanira kuva ari munhu anogona kutambira vaenzi zvakanaka achitaura navo nedama rakanaka. Murairo wedu ndewekuti munhu wose apinda muJerusarema akushwe mvura zvino kana pakauya muenzi asiri muZion muudzei nediplomacy kwete kungoti tokudirai mvura uchikonewa kungoumuud...
mms-tts-synthetic
16,000
audio/syn_00022.wav
TABAKONI NDIRO RINE SHOKO GONO RINOBVA JERUSAREMA (Isaya 2 vs. 3)
mms-tts-synthetic
16,000
audio/syn_00023.wav
Kana takutumai kunoparidza udzai vanhu kuti shoko gono rinobva Jerusarema kureva paZion. Saka kana mabhabhatidza vanhu vaudzei kuti vanofanira kuuya Jerusarema kuzotora zvinhu zviviri zvinoti:
mms-tts-synthetic
16,000
audio/syn_00024.wav
MuZion wose anofanira kuita saAnanias ainamata Mwari sezvinoreva murairo (Mabasa 22 vs. 12). Zvino vamwe vari busy kunamata asi vasina murairo uye vasingabati murairo. Vanhu vakadai vanotambisa nguva. Kana ari Sauro uya akazonzi Paul akasangana naJesu akamurova maroverwo asingaiti zvekuti iye Pauro akarwadziwa kusvika ...
mms-tts-synthetic
16,000
audio/syn_00025.wav
JEFTA AKAPIKIRA MWARI KUTI CHANDASANGANA NACHO NDOMUPA
mms-tts-synthetic
16,000
audio/syn_00026.wav
Kana tichinamata Mwari weZion tinofanira kuziva kuti pane vamwe vanhu vekutanga vari muBible vane mazita akanaka vakaita sana:
mms-tts-synthetic
16,000
audio/syn_00027.wav
Jefta (Vatongi 11 vs. 30 ) – ndiye watakaona achiona achiti apika mhiko yake akaita sezvaakapika nekuti akati chandinotanga kusangana nacho ndichakupai icho. Chero akasangana nemwana wake haana kurega kubaira panaMwari sezvaapika.
mms-tts-synthetic
16,000
audio/syn_00028.wav
Nehemiah – Kana ari Nehemiah wemuBible aizivikanwa nekuvaka asi aive akakombwa nanaSambarati vairwa naye (Nehemiah 2 vs. 19), saka tikazvitarisa nhasi tinaye Nehemiah muvaki asiwo hapashaikwi vana Sambarati vasingatsigiri Nehemiah pakuvaka.
mms-tts-synthetic
16,000
audio/syn_00029.wav
Gehazi – waivawo Muranda waErisha Munhu waMwari asi aive neutsotsi hwekudya pfuma yaMwari.
mms-tts-synthetic
16,000
audio/syn_00030.wav
Kana zita rekuti Ananias rine vanhu vaviri vakarishandisa muBible umwe akarishandisa zvakanaka nekuti ainamata Mwari sezvinoreva murairo(Mabasa 22 vs. 12) umwewo Ananias ndiye wekunyengedza Mwari nemukadzi wake Safira (Mabasa 5 vs. 1).
mms-tts-synthetic
16,000
audio/syn_00031.wav
Saka kana zita rako rakafanana nezita reumwe ari muBible akanaka iwe chiitawo mabasa akanaka. Kana mabasa emunhu iyeye aiva akaipa iwe chiita zvakanaka.
mms-tts-synthetic
16,000
audio/syn_00032.wav
PAZION HATISHANDI NEKUITA PULL OTHERS DOWN KUTI UVE KING
mms-tts-synthetic
16,000
audio/syn_00033.wav
Pane kamwe kamutambo kanonzi King of the Mountains kanoitwa kune imwe nyika ine snow, saka vanoita game (mutambo uyu) vanofanira kuwinner kana asvika pamusoro pegomo. Zvino kuti usvikeko haufaniri kurega umwe munhu achienda mberi kwako unofanira kumudhonzera kumashure kuti iwe utange kusvika kuti kana wawinner ugonzi K...
mms-tts-synthetic
16,000
audio/syn_00034.wav
Zvino pakati pedu vamwe vakaitwa maElder, Minister kana Co-ordinator nekuda kwekuita umwe pull down vamwe nekurevera umwe nhema uye kuchera umwe (kupomera). Iko kuchera means to kill someone. Asi kutaura chokwadi chinoita vamwe kuJerusarema hakusi kuchera sezvakaita Josefa (Genesis 37 vs. 2). Zvino kune vamwe vanoda ku...
mms-tts-synthetic
16,000
audio/syn_00035.wav
GOMO REZION RINOFANIRA KUSIMUDZIRWA KUTI RIVE PAMUSORO PEZVIKOMO (Isaya 2 vs. 3)
mms-tts-synthetic
16,000
audio/syn_00036.wav
Munozviziva here kuti zvose zvatiri kuita paZion zvotevedzerwa nemamwe maChurch:
mms-tts-synthetic
16,000
audio/syn_00037.wav
Uniform dzakafanana nedzedu,
mms-tts-synthetic
16,000
audio/syn_00038.wav
Mabhosvo avekowo kune dzimwe church.
mms-tts-synthetic
16,000
audio/syn_00039.wav
Saka Mwari akazviona kare akati masiyanisiro andingaite Zion kereke yangu nedzimwe church ndezvekuti gomo reZion richisimudzirwa richikwira pamusoro pezvikomo nyana kuti zvive pasi. Chero ukazotarisawo mabhosvo ezvikomo nyana unonzwa tsitsi nekuti haana kutokwana asi paGomo reZion mabhosvo haaperi uye oridzwa neunyanzv...
mms-tts-synthetic
16,000
audio/syn_00040.wav
HATIDI MUZION ANORAMBIRA PAUTERA HWAKE
mms-tts-synthetic
16,000
audio/syn_00041.wav
Kana tiri pano paZion hatidi vanhu vanoshanda nekuti: “Munoziva kusasimba kwangu ndotya kurashika”. Sechiro takupa basa hatidi kuti urambire pautera hwako asi tinenge totarisira kuti utendeuke.
mms-tts-synthetic
16,000
audio/syn_00042.wav
TICHARAMBA TICHISHARA CO-ORDINATOR OF THE YEAR
mms-tts-synthetic
16,000
audio/syn_00043.wav
Patinotanga Round Up gore negore tinoda kufamba tichishara maCo-ordinator of the year. Co-ordinator uyu ndiye anenge ari mukuru weCentre yose iyoyo. Uye tinoshara imwe team inoshanda iri pasi pake kubva kuma:
mms-tts-synthetic
16,000
audio/syn_00044.wav
Best Minister,
mms-tts-synthetic
16,000
audio/syn_00045.wav
Best Headmaster.
mms-tts-synthetic
16,000
audio/syn_00046.wav
Best Elder.
mms-tts-synthetic
16,000
audio/syn_00047.wav
VADZIDZISI MUSAFAMBA MUCHITSIKA NEKUGARA PAMUSORO PEVAMWE VANHU
mms-tts-synthetic
16,000
audio/syn_00048.wav
Vadzidzisi vane mweya wasatani vanoti chero vamwe vakaronga iye asipo, uchitoona kuti iyi is a good point asi vanoiramba nekuti ini ndakanga ndisipo uye mai vekwangu vanga vasipo saka hazviiti.
mms-tts-synthetic
16,000
audio/syn_00049.wav
PAFAMBA ELDER PANOFANIRA KUONEKWA NEMUGWAGWA WEKUBATA KWETE KUITA SEPAFAMBA BISE
mms-tts-synthetic
16,000
audio/syn_00050.wav
Munhu anonzi Elder anofanira kuzikanwa nekuita Jorodhani remweya. Uye paafamba pose panofanira kusara vanhu vave nyanzvi dzekubata kureva kuti pasara mugwagwa wekubata. Zvino mamwe maElders pavafamba panosara paita sepaiswa bise, zvekuti hapana chichabatwa. Bise mudzidzisi anobatira pasi iye ari mukuru zvekuti vanhu vo...
mms-tts-synthetic
16,000
audio/syn_00051.wav
TSOTSI REMUDZIDZISI ANOUYA ASINA MBUDZI PAROUND UP ASI OTI NDINE MARI YEMBUDZI
mms-tts-synthetic
16,000
audio/syn_00052.wav
Vadzidzisi zivai kuti murairo weMbudzi dzeRound Up ndewegore rose tichibata zvino kana uchida kuzoona kuti ichi chava chikwari chamukira mumakumbo anozoouya nemari paungano achiti ndakashaya mbudzi. Ukazviongorora mari iyo yatobiwa kune umwe murairo wekereke. Murairo wembudzi unodiwa chine ropa kwete cash nekuti cash h...
mms-tts-synthetic
16,000
audio/syn_00053.wav
MUDZIDZISI WAKANGWARA ANOZIVA NGUVA (Estere 1 vs. 13)
mms-tts-synthetic
16,000
audio/syn_00054.wav
Mudzidzisi akangwara anoziva nguva yekugadzirira Round Up, Easter kana 20 July. Vanhu vakapata vanosvikirwa nemvura kunaya vasina kugadzirira. Saka kana takupa basa kuchenjera kwako kuita zvinhu nenguva. Saka kana muri kunyika dzenyu zvibvunzei kuti hatisi behind here nezvinodiwa neJerusarema
mms-tts-synthetic
16,000
audio/syn_00055.wav
MWARI AKATORA ZVAKAPATA ZVENYIKA KUNYADZISA VAKACHENJERA (1 Vakorinte 1 vs. 27)
mms-tts-synthetic
16,000
audio/syn_00056.wav
Tikatarisa pakati pemaZion pane vanhu vanoita sevakapata zvekuti chero vekunyika vakaisa:
mms-tts-synthetic
16,000
audio/syn_00057.wav
Chero mabasa mazhinji enyika,
mms-tts-synthetic
16,000
audio/syn_00058.wav
Vanokusiyai kuti makapata. Asi imi zivai kuti kungwara kwenyu kuri pakuchengeta nekuita zvakatemwa zvikatongwa (Deute 4 vs. 6).
mms-tts-synthetic
16,000
audio/syn_00059.wav
VAMWE VAUYA KUROUND UP SAHEROD VANOTSVAKA KUTI KRISTU URIPI TIGOMUURAYA
mms-tts-synthetic
16,000
audio/syn_00060.wav
Zvatauya kuno kuUngano yeRound Up chiregai kuita saHerod akati anzwa kuti Kristu azvarwa akabvunza kuti aripiko kuti ndigomuita makorokoto izvo aida kumuuraya. Mweya waHerod unoonekwa pamaZion anouya kuRound Up:
mms-tts-synthetic
16,000
audio/syn_00061.wav
Kuuraya masystems eJerusarema,
mms-tts-synthetic
16,000
audio/syn_00062.wav
Kutsvaka chikafu paJerusarema,
mms-tts-synthetic
16,000
audio/syn_00063.wav
Kuita Pull down gomo reZion kuti risaenda pamusoro pezvikomo.
mms-tts-synthetic
16,000
audio/syn_00064.wav
PRIDE GOES BEFORE A FALL
mms-tts-synthetic
16,000
audio/syn_00065.wav
Kana tichibatira Mwari tinobata nevamwe vanhu vane manyawi asi tichiona kuti manyawi acho pane paanotitapirira pamwe achitibhowa. Manyawi akashata ndeekuitira vanhu, ayo ekuzviitira woga pachako ndeako haaurayi basa raMwari. Zvino kana manyawi owanda yava pride. Saka ukaona wava nepride the next thing is a fall.
mms-tts-synthetic
16,000
audio/syn_00066.wav
KANA TAKUISA MUOFFICE YEDU YEJERUSAREMA KANA KUKUPA BASA WAVA SEUMWE WEDU (Genesis 3 vs. 22)
mms-tts-synthetic
16,000
audio/syn_00067.wav
Ukaona woziva zvakanakira Jerusarema uye zvakashatira Jerusarema wava seumwe wedu unenge wokodzera kuti tikupe basa reu:
mms-tts-synthetic
16,000
audio/syn_00068.wav
Co-ordinator,
mms-tts-synthetic
16,000
audio/syn_00069.wav
Headmaster,
mms-tts-synthetic
16,000
audio/syn_00070.wav
Kana kuva muoffice yeJerusarema.
mms-tts-synthetic
16,000
audio/syn_00071.wav
Zvino kana usingazivi zviri kuitika munyika mako kana muCentre yako iwe uri Mufundisi kana Co-ordinator unenge watiratidza kuti hausi umwe wedu asi umwe wevavengi vedu (Joshua 5 vs. 13). Vamwe vedu vachiri pamabasa nekuti hatisati tangowana chakakwana panzvimbo dzavo kuti tibvise chisakakwana (1 Vakorinte 13 vs. 10).
mms-tts-synthetic
16,000
audio/syn_00072.wav
KANA TICHISHANDA NEMURANDA WAMWARI ZIVA BOSS WAKE
mms-tts-synthetic
16,000
audio/syn_00073.wav
Muranda waMwari unoti hazvibetseri kushanda neni uchindiziva ini chete asi usingazivi zvinoda boss wangu kureva Mwari. Zvino kana wangoziva boss wake kureva Mwari hapana chauchatya. Gehazi aiva Muranda waErisha asi asingazivi kuti Mwari wedu wakatikomba chero pakauya hondo. Saka akazokumbirirwa, Mwari vakamusvinudza me...
mms-tts-synthetic
16,000
audio/syn_00074.wav
MUFUNDISI ANODYA VANHU UNOMUONA SEYI?
mms-tts-synthetic
16,000
audio/syn_00075.wav
Mufundisi kana Headmaster anodya vanhu anongoonekwa nekugara asingazivi number yevanhu vari munyika make. Saka tichiti itayi mafiles enyu anenge aine mazita evanhu nezvavakabata.
mms-tts-synthetic
16,000
audio/syn_00076.wav
TREASURER KANA MUDZIDZISI ASHAIKWA PAUNGANO ANENGE ASVINUKA EITHER ABA KANA KUHURA
mms-tts-synthetic
16,000
audio/syn_00077.wav
Pane zvinhu zvatinoziva asi imi muchifunga kuti hatizvioni asi tichizviziva. Tinoziva kuti ukaona munhu anonzi Treasurer kana mudzidzisi ashaikwa paungano totoziva kuti atosvinuka. Kana vari mai mudzidzisi vakakona kuuya paungano vanenge vachitya kuuya kuzosvodeswa padare nekuda kwehuku dzeKereke dzamunovamanikidza ...
mms-tts-synthetic
16,000
audio/syn_00078.wav
KANA MUNHU AFIRWA MUPEYIWO NGUVA YEKUCHEMA
mms-tts-synthetic
16,000
audio/syn_00079.wav
Bible rinoti kana munhu akafirwa nemurume mukadzi kana mwana wake mupei nguva yekuchema umwe wake. Saka kana ari Co-ordinator, Minister kana Headmaster afirwa nemukadzi wake mupeiwo nguva yekuchema, saka kana momubvunza murairo wenyika yake zviitei muine diplomacy dzekuti asasara achirwadziwa. Murairo mubvunzei asi zv...
mms-tts-synthetic
16,000
audio/syn_00080.wav
TAUYA KUZOVHARA NEKUVHURA GORE TIRI PAJERUSAREMA
mms-tts-synthetic
16,000
audio/syn_00081.wav
Tinotenda Mwari watitendera kuuya kuzovhara nekuvhura gore tiri pano paRound Up Defe. Uye tinovhara gore tichitaura zvekuenda kudenga. Hatigoni kupinda mugore idzva tisingatauri zvedenga nokuti hatina patinopedza gore tisina umwe waenda kudenga. Hongu tinogona kupedza gore tisati tapinda muKenani asi denga hazviiti.
mms-tts-synthetic
16,000
audio/syn_00082.wav
KANA TOTAURA ZVECHRISTMAS TINOYEUCHIDZWA NEVANA VADOKO
mms-tts-synthetic
16,000
audio/syn_00083.wav
The story of young boys and girls is very important. Tinonakidzwa nezvinoitwa nepwere zvekushumira Mwari kwavanoita. Tinoti vana ava vachitorwa mapictures zvekuti kana vakura vazoona zvavaiita vachiri pwere. Izvi zvavanoita vachiita Sunday School kana drama majorities zvinoda kuti vatorwe mapictures. Icho chikaranga ...
mms-tts-synthetic
16,000
audio/syn_00084.wav
Shoko raKristu tinoriyeuchidzwa paya panoti pakutanga shoko rakanga ririko riri kudenga rikazova nyama (Johane 1 vs. 1). Iye Mwari pakutanga yaive mhepo so people were confused, asi shoko rakazouya kuna Maria mhandara rikati uchabereka Mwari saka ndiye oga aiziva zviri mudumbu. Saka akamirira musi wekupona akatoshamisi...
mms-tts-synthetic
16,000
audio/syn_00085.wav
Vashandi vemuHotera – vaifanira kupinza Josefa muHotera asi vakamuisa mudanga saka havana kuzomuona. Vakakonewa kuona Kristu nekuda kwekunyima nekusagona kugamuchira vaenzi.
mms-tts-synthetic
16,000
audio/syn_00086.wav
Herode – Samambo aifanira kutanga kuonawo chiso chaKristu asi akafunga kuti auya kuzomutorera chigaro chake akasamuona.
mms-tts-synthetic
16,000
audio/syn_00087.wav
Asi varipo vanhu vakatenderwa kuona chiso chaMwari vanoti:
mms-tts-synthetic
16,000
audio/syn_00088.wav
Vachenjeri vemabvazuva,
mms-tts-synthetic
16,000
audio/syn_00089.wav
Kana vari sevachenjeri vemabvazuva vakati vaona chiso chaMwari vakagwadama vakamunamata vakatopa zvipo.
mms-tts-synthetic
16,000
audio/syn_00090.wav
JESUS WAS REBUKED, DESPISED AND KILLED TO BE A KING BUT HERODE KILLED TO BE A KING
mms-tts-synthetic
16,000
audio/syn_00091.wav
Pane imwe nyika ine zigomo zirefu rinoita snow nguva zhinji. Saka vanhu venyika iyi vanogara vachiita competition yokuti toda kuona kuti who is the King of the Mountain. Saka zvavanenge vachiita vanenge vachimhanyirana vachikwira gomo asi vanenge vari busy kukweverana pasi, uya anenge akweva umwe kuti adzire pasi anokw...
mms-tts-synthetic
16,000
audio/syn_00092.wav
MWARI AKAVAMBA ZION (Isaya 14 vs. 32), KRISTU AKAVAMBA CHIKRISTU
mms-tts-synthetic
16,000
audio/syn_00093.wav
Isu kereke yedu ndiyo kereke inobatanidza chiZion nechiKristu. Tisu kereke inotevera Kristu uya wakadzidza chiZion. Dzimwe kereke dzinongodzingirirana nechiZion chisina chiKristu uye dzimwevo dzinodzingirirana nechiKristu chisina chiZion. ChiZion chakavambwa naMwari, asi chiKristu chakavambwa naiye Kristu pachake. Musi...
mms-tts-synthetic
16,000
audio/syn_00094.wav
TINONAKIRWA NEVAFUNDISI VATSVA VANE SHUNGU DZEJORODHANI
mms-tts-synthetic
16,000
audio/syn_00095.wav
Tinotapirirwa chose nevafundisi vatsva vanovhura jorodhani, izvi zvava kutipa picture yokuti chakakwana chasvika. Asi tine nhamo nevaya vakapiwa ufundisi kare, shoko rejorodhani harichimo mavari, fungwa dzavo chero ukava mutsa kuhope vanenge vari worried nezvigaro zvavo. Isu tinoti bata basa asi iwe uri busy kubata chi...
mms-tts-synthetic
16,000
audio/syn_00096.wav
ZION YAKAVAMBIRWA KUPINDA DENGA
mms-tts-synthetic
16,000
audio/syn_00097.wav
Zvose zvatinopinda zvinoti:
mms-tts-synthetic
16,000
audio/syn_00098.wav
Pfigamwedzi,
mms-tts-synthetic
16,000
audio/syn_00099.wav
Kana Ungano,
mms-tts-synthetic
16,000
End of preview. Expand in Data Studio

No dataset card yet

Downloads last month
59