utt_id stringlengths 9 9 | transcription stringlengths 8 455 |
|---|---|
ID_QNYPTX | Bandeko awa na misu nangai nazomona obele bana basi mibale ya kitoko vrame bakangi suki na bango ya kitoko pmasi yangoalati cemise ya jaune ko nayeamipakoli. |
ID_CLCVQW | Eloko nazomona awa namoni eza obele mama moko boye mama akokola vrema atelemi a liboso na ngai namoni mama yango alati mwa bubu bubu mpenza moko ya kitoko atelemi na kati ya ndako na ye. |
ID_INJFRV | Ishangu mbiri dzemativi ose emakumbo dzine ruvara rutema dzakatsvetwa pasi. Dzose dziine tambo dzokusungisa dzakakochekerwa pamusoro padzo. |
ID_XKFXQJ | Mutuka esali mikolo ebele ezali kufa liboso ya lopango oy ya police toza komona batole na ba fenetre ebele. |
ID_TYVXWN | Miti midiki yakati rebei ine matanda matete nemashizha mazhinji eruvara rwebumhudza yakasvibira. Imba irikuonekwa nechechinhambwe kubva pane muti. |
ID_TLYNLJ | Shiri yakamira pachitsiga chemuti ineruvara ruchena neruvara rwebhurauni neruvara rutema zvakasangana. Iine muchochororo murefu. Yakamira iri pachitsiga chine ruvara ruchena neruvara rwebhurauni zvakada kuti sanganei. |
ID_DHVQIV | Nzvimbo iri muguta reHarare iyo ine migwagwa yakawanda. Mikuru ine dzimotokari dziri kufamba. Munewo vanhu vakawanda vamwe vakagara vamwewo varikufamba vachienda vakatsaukana. |
ID_CNAAPA | Vatambi vevbhora vaviri vakamira vachiratidza kuti vagadzirira kutorwa mufananidzo mumwe mupfupi mumwe murefu zvakare vane bvudzi rakachekererwa zvakanaka kwazvo. |
ID_RVJKZK | Vanhu vakati wandei varikufamba parutivi rwomugwagwa. Zvimwe varikuenda uko vachawana zvekufambisa kuti vagodzokera zvakare kudzimba dzavo sezvo vapedza zvavanga vawira muguta. |
ID_OZSILI | Vanhu vakagara varikukurukura. Pane akamira nechepangoro. Munhu uyu akapfeka hembe ine maoko mapfupi ine ruvara rwebhuruu neruvara ruchena. Kuzasi wakapfeka mutirauzi uneruvara rwebhuruu. koita vamwe vakagara pasi mumwe ane hembe ine ruvara ruchena. Akapfeka ngowani yake ine ruvara ruchena zvakare. Kuzasi ane mutirauzi... |
ID_IOLJWF | Nzvimbo ine miti huswa namazitombo. Pane mazitombo ane ruvara rutema neruvara ruchena koita miti ine mashizha aneruvara rwegirini. Huswa huripo huneruvara rwakachenerukira. |
ID_SQYKGE | Mureza une makara maviri. Rumwe ruvara rutsvuku ndoo rine nzvimbo yakakura. Ruvara rwebhuruu ruri nechekumusoro nechepakona. |
ID_URHPQJ | Na elili oyo nazomona esika bazolakisa biso bana-kelasi ya mbula mikie na kati ya ndako ya kelasi bavandi nazomona elili ya mwana kelasi ya mobali alati litala ya masu azotala liboso. |
ID_NDMSAY | Shangu mbiri dzakanaka kwazvo dzine ruvara rutema. Dzakavhurikwa mberi nekushure uye dzine tambo yakakora pamberi kuitira kubata gumbo dzinopfekwa nevanhukadzi ana vanhurume. |
ID_ZNLWNB | Na elili oyo eza liboso nangai awa, nazai komona mutuka, mutuka moko ya munene, mutuka oyo eza mutuka oyo ememaka batu oyo na munoko ya lopoto babengi bus, pe bus yango ezali bongo na langi ya pembe. |
ID_ZUCSAV | Chitoro chakaiswa mataira anopenya machena. Pane marokwe nehembe dzechikadzi dzirikubudikira dzirikutengeswa. Nechekumberi kunewo zvakaita semabhachi nemasutu ayo akaiswa mumapepa arikutengeswa. |
ID_PFEHBE | Nzvimbo yakakomberedzwa nerusvingo uye simbi. Nzvimbo yacho iyi ine huswa husina kunyatsakusvibira. Huswa hwacho hauna kukura. Panewo muti wakaita zvekusimwa. Nechemukati merusvingo rwakavakwa nezvidhina mune miti mihombe iri kubudira. |
ID_ECTELE | Mudhorobha mune mugwagwa une tara. Pane vanhu varikufamba. vamwe varikudarika mugwagwa. Panewo motokari dzirimo dzakaita semakombi nemarori nemota diki. zvekare mune midhuri yakavakwa ichienda mudenga. |
ID_LBOBOR | Mai eza penepene ya zamba na kati ya mai eza na banzete na matiti banzete yango ena kasa eza na lange ya pondu matiti yango pe eza na bakasa eza na lange ya pondu matiti moko eza ya kokauka matiti mosusu eza ya mobeso na loboko ya mwasi ya mai oyo aza na zaa za aa a. |
ID_OQBYLS | Ikuratdzzvma furimaketi zvinotengesa bhutsu yo ari kuratidza kuti ane mapushi, masendosi. mapushi zveruvara rwakasiyana siyana, yero, waiti, bhruu. Madzimai achifamba achidarika vanhu vakasiyana siyana uya akatobata mwana arikufamba arikudarika achionakuratidza kuti arikuda kutengao zvirimashopu. |
ID_JVWWXY | Mhando yenyoka inonzi Anakonda Yakazvimonerera pamuti iri pedyo nemvura. Nyoka yacho ine madododo matema asi ine ruvara rweyero. |
ID_MVMHDG | Pamufananidzo pane midziyo yakasiyana siyana yekushandisa muimba yekubikira. Midziyo mizhinji ine mubato ndiri kuona banga, mugoti wekubikisa sadza, mugoti wekubikisa muriwo neimwe midziyo ine mibato yepuranga. |
ID_IAQVWH | Basoda batelemi na ba polisi basoda bazali bamikonzi balati bapete ebele na lipeka mosusu aza polisi atelemi pembeni na bango bazali pe na bamisusu na nsima bilongi na bango ezomonana te. |
ID_VZFEWT | Vakomana vezera rechidiki vanofarira zvemutambo. Vakapfeka hembe dzavo dzakasununguka dzavanoshandisa kana vachida kutamba. Pane mumwe aripamberi akatarisa pasi akabata bhora. |
ID_ZFGUDY | Sango hombe rine miti mizhinji yakasvibira uye rinoratidza kuva neivhu dzvuku. Rine sora rakaoma uye parikuonekwa chikomo chine miti mizhinji. |
ID_WGDFIO | Imba yakashongedzwa zvinonwisa mvura. nekutandarira mune masofa matsvuku nanoenderana netafura asirine girazi. Pakaiswa maruva akashongedza imba iyi. Mune zvemudenga zvishongedzo zvakanaka uyezve kumberi kunoratidza kuti kurikuenderera nemataira ebhurauni. Imba iyi inoratidza sehotera. |
ID_FECWJL | Logo ya lacoste, logo ya lacoste ezaka na langi misato eza langi ya pembe,langi ya verte na langi ya mwindu na lolema ngando ya motane. |
ID_DYHFNJ | MNharaunda munogara vanhu. zvinoratidza kuti ichangotanga kugara nekuti dzimwe dzimba dzichiri kuvakwa uyezve hadzisati dzapera zvozvinoita kuti vanhu vange vachiwana mabasa kaita sekuvaka. |
ID_FEQNNF | Awa tozaikontozali komona ndako moko ezali ya kitoko bakomi ailav tolisi ndako yango ezali kitoko tomoni na nsima nyango tomoni mwa ngomba moko ezali na matiti ya mai ya pondu. |
ID_WBXQTC | Munhurume akapfeka nhumbi ina mawara mawara. Muhuro make akapfekawo chuma icho chine chiratidzo chomuchinjikwa nechepamberi pacho. Zvakare ane bvudziwo rakapendiwa rakachinjiwa kara. |
ID_VSIQKV | Mamwe amaturisi anoshandisa kuita mabasa amaoko akasiyana siyana. Pane sikuru dhiraivhe pinjisi nesipanera. Pinjisi ine mubato uneruvara rutema namavara eyero. Pinjidzi idzi dzinoratidza kuti dzakarongwa nehukuru hwadzo kunotanga doko kuchinopedzesera hombe hombe. Zvipanera zvine ruvara rutema namavara eyero zvakare. |
ID_FLRZJY | Munhukadzi akarukwa musoro wake magodi marefu akangomira mira. |
ID_MQDJDC | Ba mafuta oyo eza ebele awa eza ya kopakola mwasi oyo atiaka ango na motu bamosusu ya kopakola ba mosusu ba parfum na milangi oyo. |
ID_RFARPF | Awa bazali kolakisa biso carton ekoki kozala carton ya jux ya manga pona ekomami mang neta. |
ID_LIEJMC | Hembe yechikadzi yakareba ine ruvara rutema nezvinohunya zveruvara rwakasiyana siyana. Irikutengeswa muchitoro nedzimwe hembe dzakananikwa. Pane mabhegi akananikwa nevhiri remota ririkuoneka kushure. |
ID_ACXWNX | Safu ya kotokisa na likayabu ya kotumba boyeka bweni sani ya mbele na pilipili ya kotuta pilipili batuta. |
ID_VJNISQ | Awa nazomona tondese ezali awa namoni pe ba crayon pe ezali eza ba materiol oye tosalelaka namoni mpe ba bike pe eza wana. |
ID_HKJBKE | Gedhi remba rineruvara rutema. ririkuratidza kuti riri mukati memiti neruzhowa rineruvara ruchena. Panze pane miti yakawanda. Miti imwe ine ruvara rwegirinhi nemaruva inonhuwirira imwe miti haina maruva. Mimwe miti inonzi mashirabhu nemimwe miti yakakura uye netumaruva tudiki tumwe tusingakuri zvinoenda mberi. |
ID_OWPLHO | Na bilili oyo tozali komona ezali basangu oyo tango ya colonisation babandaki ko colonise biso awa nna tomoni bazali basangu balati makanzu na bango ya molai ya pembe tomoni bazali kopesana mbote na bandeko ya mboka. |
ID_XPFQKJ | Eloko balakisi nga a bandeko na misu na ngai eza obele ndako moko mpenza ya kitoko ndako moko ya monene ndakobalba monoko ya etae eza ndako ya etage epi eza ndako moko eza langi ya pembe pembe epi bavitre nango eza langi ya moindo. |
ID_PRSUDQ | Vatambi vomutambo wekiriketi. vari muHarare siportsi Club umo mune nhandare yavo iyo ina masora akasvibirira. Pane vakapfeka zveyero poitawo vane zvegirinhi. vari pakati pokutamba mutambo wavo. |
ID_QYCETT | Na esika tokomi awa bandeko naomona eza bapapa ebele na ba mama ebele bafandi na sale moko ya monene baza pe na babuku na bango liboso baosala mwa eloko babenga na monoko ya lopoto mwa regnon. |
ID_PAUVNP | Zvivakwo zviri pedyo nemugwagwa. Zvinofanwao kunge zviri zvivako zvinoitirwa bhizinesi Hazvina kukura. Nzvimbo yacho haina vanhu asi ine mugwagwa uripedyo. |
ID_YLGJGF | Nekiresi nemhete zvakatsvetwa pachimudhuri chineruvara ruchena zvine ruvara rwegoridhe. Zvakabatwa neruoko kutsigirwa. Zvakatsvetwa pasi pane ruvara rwegirini. |
ID_NYOCNO | Munhurume nekadzi varikuteverana. Munhukadzi akabereka mwana kumusana netauro rine ruvara iri mitsetse michena nezvitsvuku. Pamberi makapfeka nhumbi ine maoko mapfupi eruvara rwebhuruu neyekuzasi bhurugwa rakareba rine ruvara rwebhuruu. |
ID_RMLTDJ | Mushina unoshanda namagetsi uri pasi pane ruvara rwebhurauni. Mushina uyu unoshandiswa muzvikuru muzvidzidzo kana mumahofisi pakunyora tsamba kana mamwe magwarowo. Une ruvara rwesirivha uyezve pane muchenechedzo wehapuro pamusoro pemushina uyu. |
ID_ZOGMYL | Ndege huru iri mudenga. Yakaburitsa mavhiri ayo kuratidza kuti inoda kumhara. Ichena uye yakanyorwa namavara matema parutivi payo. |
ID_HGTFYG | Awa tozomoni ezali nyama babengi panthere nde baza kolakisa biso awa tozali komona ezali buku oyo babengi imag stok tomoni pantere nde balakisi awa soki okoti na kati okoyeba makambo pantere esalaka. |
ID_DNCKDJ | Liboso na nga awa namoni mwana moko ya mobali atelemi amemi mwa eloko ya libende sima na ye namoni babiloko mooya salete salete aa ndako oyoyakala. |
ID_RIWQZN | Chidhindo chinoshandiswa navanhu kunyanya mumahofisi. chinoratidzawo mvumo yekuita zvinhu pangava pabepa kana kuti pai pachingada kuiswa. Chinonyanya kushandiswa nevakuru venzvimbo. |
ID_LUJEWA | Na moni ezali mafuta ya kopakola baza koteka ango eza ba mafuta modele mingi ezali awa na kati kote batekaka bamafuta. |
ID_FKSFHH | Shangu dzekurudyi nedzekuruboshwe. Dzine ruvara ruchena nerwebhuruu yakacheneruka. Pane kamufananidzo kenaiki kakanyorwa nezvitema. Dzine tambo chena. |
ID_SGJXRJ | Chibhetibheti chine ruvara ruchena. Chinooneka zvakare ruvara rutsvuku zvinoratidza kuti hachina mambava akanatsowanda. Chinogona chiri chimwana chechibhetibheti. Nechekumberi chine nzeve dzakamira chobva chaita maziso matsvuku. |
ID_USZRFW | Munhurume akabereka bhegi neruoko rumwe chete. Unoratidza kuti wakatsikitsira ane zvaarikuona pamaoko ake. Wakapfeka hembe dzinopfekwa nevarume vechizvino zvino. Mumusoro make mune bhareta. makumbo make mune mudhebhe. kumusoro kwake kune nhumbi. |
ID_MWGZPD | Mashine oyo batie awa eza mashine oyo ebimisaka poussiere na babiloko ya electronique soki neti biloko electronique ekoti poussiere eloko oyo esalaka mpo na kopepola yango. |
ID_CQDCXT | Mombe ine musoro une ruvara rwebhurauni nepamuromo patema. Mombe iyi ine nyanga dzakaenda kumativi. Irikuratidza kuti irikutsenga nekuburitsa mazino akaenda padivi. Ine kahuswa pamuromo zvekare. |
ID_MNKDTM | Nzvimbo iri kutengeserwa mhando dzefoni dzakasiyana. Mazita efoni akanyorwa pazasi uyewo foni dzakarongedzerwa muzvinhu zvemagirazi kuti vaone. Kutengesa zvinhu zvakadai zvemhando dzakasiyana kwakanaka nekuti vanhu vanouya vachitsvaga zvavanoda chaizvo. Uye vanhu varikutengesa vanotowana kurarama uyewo varikutengesa ip... |
ID_GPQJUU | Shangu imwechete yechidzimai yakavharika. Ndeye ganda uye ndeye kuruboshwe. Ndeye ruvara rwepingi. Yakagadzikwa pasi pane mataira machena nematema. |
ID_FFIIOR | Na elili oyo nazomona bazolakisa biso etaleli ya ppembeni makasi mpenza ya bikeli ya mokili nazomona bazolakisa biso bikeli ezali lokola pungupungu ezali okola ndakisa ya pungu pungu. |
ID_PAKEML | Nazomona mayi ya ebale ba mabanga eza na batie na ba kantine misusu eza na ba bidon bakata nazomona pe moto na mayi azosokola maboko na mopanzi fulu ya salite ebima na mai eza na mopanzi wana. |
ID_SQJWFH | Bana mike ya basi batelemi bazosimba na loketo na bango moko akangi suki atie biloko ya pembe na kati mosusu pe akangi suki atie biloko ya pembe na kati moko alati ilamba ya langi ya bozinga mosusu pe alati bilamba ya langi ya pembe. |
ID_XSCBVZ | Chaja yerudzi rutema ine tambo refu yakamonerana monerana. Kumusoro kwayo kune tuzino tuviri twesimbi tunova tunobairirwa kumadziro kuti tutore moto tichiisa kuti tuchaje midziyo. |
ID_YEGQGO | Sadza rakapakurwa nemuriwo wakanaka. Pane sadza rine ruvara ruchena koita muriwo uneruvara rwegirini kobva kwaita mashu. Mashu dzinoratidza kuti dzakanyatsotsvukira uye dzinonaka. |
ID_XXNSTV | Elili oyo ekolakisa loboko ya mwana mwasi ekolakisa ebombeli ya kisi ya langi ya pembe pe elili ya mwana moke alati elamba ya mosaka akoseka koma ezali na nkombo pe ya kisi yango na bokono ya kopikisa. |
ID_DZSHEQ | Logo ya benoi garnier azali specialiste asalaka biloko ya mabaya ya nzete bazosala piblisite na ye po bato baya kotala ye baluka biloko asalaka basomba yango. |
ID_GKZCUH | Vasikana vana vari mukati menhandare yekutambira mutambo webhasiketibho uye vakapfeka nhumbi dzine ruvara rwebhuruu. Vasikana ava ndevechitema uyezve vane miviri iri pakati napakati. |
ID_VXVHZA | Muti muhombe mitatu iri kumberi kwezvivakwa zvinobudikira zineruvara ruchena koita zvimwe zvimiti zvidiki zviripasi pemazimiti aya. |
ID_PQWWAS | Gwenzi kana kuti ruva rinoratidza kuti riri pane mvura yakawanda. Rina mashizha akasvibirira ane mizera yakasiyana. Mamwe mashizha akareba poitawo mamwe mapfupi. |
ID_XGTHZP | Nzela esebebi bato bazoleka ka na nzela wana ndenge wana. |
ID_MRAIGA | Na elili ezali na kati ya ndako ya botangi bana kelasi bakotanga balati pe milato ya ndenge moko ya boziga mokanda eza likolo ya mesa bakolandela ndenge bakosala na bisalisi na bango. |
ID_TAJLWS | Chigayo chakakura. Chigayo ichi chine ruvara rwesirivheri. Nechepakati pacho chine ruvara pane ruvara rwebhuruu. Muzasi munoratidza kuti makashama. |
ID_NSIWDG | Murume akagara mumotokari. motokari yakamira. Kumberi kwacho kune mugwagwa. |
ID_YOWFFV | Nzvimbo yakaungana vanhu. vamwe varikuita zvekutengesa mbatya. Pane mudzimai wakabata mbatya dzaarikutengesa. Mudzimai uyu arikutengesa mbatya dzine ruvara rwegirini dzimwe dzine ruvara rutsvuku dzimwewo ndidzo dzine ruvara rwebhuruu. |
ID_LVPXZS | Wachi yechikadzi yegordhe kazhinji kachiona inowanzopiwa munhu seegifti kana kuti purezendi kana kuti sechipo iri wachi yegodhe yechikadzi. |
ID_YLFNDR | Aya maruva, maruva echirungu. Ukatotarisa paanotona kuti anoratidza kuti anodiridzwa uye ane utano. Ukatotarisa notona kuti aakutobereka michero yawo uye ukatotarisa notona kuti anoratidza kuti anobukira nepasi. |
ID_TUTDTG | Na bilili oyo nali komona balakisi nga eza ba mibali bazosala ba sport oyo babengaka yango bakarate te nali komona bamosusu batelemi pembeni na bandako kuna bali kotala bango. |
ID_YUFIOJ | Awa na moni eza esika batekiselaka biloko mingi liboso na ngai nazomona na kati ya etagere ba milangi ebele bazozela bato baya kosomba. |
ID_XTVWHW | Awa nazomona lokolo moko ya sapato ya basi ezaka lokolo moko ya sapato ya basi. |
ID_ZSRKOJ | Tirikuona mireza yenyika dzakasiyana siyana. Pane imba inoratidza kuti panosangana vanhu vachiita misangano vanobva kwakasiyana siyana kana kuti vemapato akasiyana siyana. Tichiono mishina inoratidza kuti inogona kushandiswa kutumira nhau nezvivhitivhiti. |
ID_ZCEOXY | Ndako kasi eza ndako ya molai ya monene kasi ndako yango eza na lopango moko eza na lopango yango eza mwindu yango ndako yango eza neti mwa ya kala eza sika te ezaesika bato bafandaka. |
ID_WBDIEG | Dhorobha rine midhuri yakareba. Umwe une ruvara rwebhurauni, mahwindo akawanda, miti ine mashizha egirini. Munhu ari pamotabhaiki akapfeka nguwani yebhuruu. Motikari dzine ruvara ruchena. |
ID_LBNNVO | Elili oyo nazali komona awaamona bakiti yakitoko batu balingaka mingi kotiya nasima ndakat basololaka libanda bakiti ezali ebele. |
ID_SSVFHN | Uyu mufananidzo unoratidza mureza. Mureza une ruvara rutsvuku kumusoro neruvara rutema pakati. Pakati pane muvara muchena pobva paita nyeredzi mbiri ineruvara rwegirini. |
ID_EXRHDG | Vana vechidiki vari mukati menhandare yekutambira mutambo yebhora uyezve neyekumhanya. Vamwe vasikana vamwe vakomana. vamwe vakagara pasi vamwe vakamira uyezve kudivi kune vamwewo varikutamba varikoko. |
ID_JBDFJJ | Awa peezloko eza na balabala naomona ka mko lokola ve mitu ezali koleka azomona pe na pancarte moko ya mt. |
ID_UQGGPU | Awa namoni eza na kati ya ndako liboso na ngai nazomona ba eskalier ya molai ezomata ezokende esika songolo. |
ID_NKDDHC | Na balabala taxi bus na mopanzi na langi ya pembe pe na langi ya pondu awa mibale mibale bako benda pusu, mobale ya liboso alati kabutula ya langi ya bozinga ya pete pe likolo motani na ekoti ya pembe esangani na bozinga mosusu alati mwindu mwindu pe na ekoti ya pembe liboso kuna pe mituka na mopanzi bandako. |
ID_SACORM | Awa namoni toza na kati ya terrain namoni eza na bana mibali na bana basi oyo batelemi pembeni ya terrain na nsima na bango pe namoni eza na mwa lopango moko oyo eza na mwa ndako moko ya monene ya pembe na ba matiti oyo eza liboso ya lopango. |
ID_SBFDCO | Midziyo inoshandiswa kuita mabasa amaoko pamusha. Midziyo iyi inosanganisira chigero foko nefoshoro. Foshoro nechekumusoro kwayo ine ruvara rutema nechekuzasi ineruvara rwakachenerukira. koita zvakare chigero chine ruvara rutema nechekumusoro. Kuzasi chine ruvara rwakachenerukira zvakare. |
ID_OUJCUX | Bandeko esika na komi awa nazomona bana basi bilenge bana basi awa balati ba bilamba biloko ya ba sportif baosakana na bango baosakana football baosakana sport oyo ya ndembo ya bana-basi misato. |
ID_PJWOTA | Saki ya mokongo ya bana-kelasi ya bana mike ezali ya bozinga ya makasi motu atomboli yango po alakisa yango ezali na bapoche mibale pe ezali na ba poche pe pembeni. |
ID_XFQJTD | Awa tomoni sapato ya bana basi tozali komona ezali kitoko tomoni ezali na langi oyo ezali ya motane na mwindo na kati kasi ezali ya bana basi ezali kitoko kitoko mpona kolata. |
ID_MEYEQA | Awa nazomona eza lopango sikoyo ba decore yango nazomona pe bafololo pe eza wana bafololo eza na lange ya mai ya pondo. |
ID_ASIPKU | Camion eza na kati ya wenze elingi koniata biloko na se camion eza na kati ya wenze tomoni bato baza na kati ya wenze oko camion eza koleka na kati ya wenze. |
ID_NEFGZN | Zvibhodhoro zvakawanda zviri pasi zvemizera yakasiyana. Pane zviduku poitawo zvihombe zvine ruvara rutema nemivharo michena. Nezviya zvine mishonga inoshandiswa pamishina yakaita seyekudhinda mapepa kana imwewo mishina inoshanda namapepa. |
ID_EGBJZM | Awa esika nazali komona eza lokola na zamba azomona ba nzete mingi ndako moko to mibale nazomona pe bangomba moko milai milayi. |
ID_NNNBWD | Nzvimbo ine huswa namarara. Ine zvimiti miti zvakangorara pasi. Zvimiti izvi zvine ruvara rutema neruvara rwakachenerukira. koita zvimarara zvakangorasika pesepese zvine ruvara ruchena. Huswa huripo umwe hune ruvara rwegirinhi umwe hune ruvara rwakachenerukira. |
ID_PUGWCR | Aeyage oyo a na lange ya mbwe eza na ba poto ya lange ya motane na lange ya pembe eza na poto mosusu eza na lange ya lilala esika mingi eza na milongo ya kotengama yalangi ya motane na lange ya pembe. |
ID_SRQHVW | Na bilili oyo tozali komona liboso nabiso awa ezali bongona balabala tozoiona bandeko bazali kokende to bande a basi mibale bazali kokende nabatu mosu libosonabango ebele. |
ID_TVCMKS | Awa ya esika na komi awa nazomona obele naza na balabala pe na pembeni ya balabala ngo kuna nazomona ndako moko ya kitoko mpenza eza ndako moko eza ya langi ya gri epi na kati eza langi ya pembe eza ndaku moko ya etage ya kitoko vreme eza pembeni kuna epi na pembeni ya etage wana nazomona koza bamwa jardinmwa matiti ma... |
End of preview. Expand in Data Studio
No dataset card yet
- Downloads last month
- 14