audio
audioduration (s)
6.27
31.2
transcription
stringlengths
71
5.94k
Ndinokukwazisai mose muzita raJesu Kristu amen. Hallelujah, "amen", hallelujah, "amen". Totenda Mwari chose nemukana watapiwa zvakare uno, gadzikana zvakanaka unyatsonzwa shoko raMwari. Sununguro yedu iri kunonzwa shoko raMwari, ndokunosunungurwa kwedu, amen. Handei mubhuku ra Luke Chapter number 7, Luke Chapter 7 from verse number 36.
Toda kungotsanangura nyaya dzomweya uye nemhaka yei tichiti Mwari zvakasiyana. Tichitsanangura nyaya dzemweya. Tichitsanangura nyaya kuti nemhaka yei tichitodawo zvakare Mwari zvakasiyana, uye zvakare sei Mwari vachizviratidza kwatiri nenzira yakatosiyana. Luke Chapter 7 from verse number 36.
Zvino mumwe wafarisi wakakumbira kuti adye naye, akapinda mumba memufarisi uyo akagara pakudya, yes. Zvino tarira muguta umu makanga munomukadzi waiva mutadzi, iye akati anzwa kuti, "ugere pakudya mumba memufarisi", akavuya nechinu charbastera chaiva nechizoro.
Akamira patsoka dzake, mumashure make, achingochema, akatanga kunyorovesa tsoka dzake nemisodzi, akadzipisika nevhudzi remusoro wake, ehe. ndokusveta tsoka dzake, ndokudzizodza nechizoro. Zvino muFarisi wakanga wamudana, wakati achizviona, akareva mumoyo make, achiti, "munhu uyu dai aiva muporofita, ungadai aiziva,
mukadzi uyu unomubata kuti ndiani, uye kuti wakadini nekuti mutadzi" Ipapo Jesu akapindura akati kwaari, "Simon ndine shoko newe", akati, "Revai henyu, Mudzidzisi" Jesu akati, "Vanhu vaviri vakanga vanechikwereti kumunhu mumwe, mumwe wakanga anechikwereti chamadhinari ane mazana mashanu,
mumwe chamakumi mashanu. Vakati vashaiwa chokuripa nacho, akangovakangamwira vose vari vaviri. Zvino ndoupiko kwavari uchanyanya kumuda?" Simon akapindura akati, "Handiti ndiye wakakangamwirwa zvizhinji here?" Akati kwaari, "Wareva kwazvo". Zvino wakatendevukira kumukadzi akati kuna Simon, "Unoona mukadzi uyu here?
Ndakapinda mumba mako, ukasandipa mvura yetsoka dzangu, asi uyu wakanyorovesa tsoka dzangu, nemisodzi yake, akadzipisika nevhudzi rake. Hauna kundisveta, asi uyu chinguri chandapinda haana kurega kusveta tsoka dzangu. Hauna kundizodza musoro wangu nemafuta asi uyu wakazodza tsoka dzangu nechizoro. Ndizvozvo ndinoti kwauri, Zvivi zvake, zviya zvizhinji,
wazvikangamwirwa, nekuti wakada zvikuru", asi unokangamwira zvishoma, unoda zvishoma, unokangamwirwa zvishoma nhai, hee, unokangamwirwa zvishoma, "Unokwangamwirwa zvishoma, ehe unoda zvishoma",ehe. Zvino wakati kwaari, "Wakangamwirwa zvivi zvako."
Vakanga vagere naye pakudya vakatanga kureva mumoyo yavo, vachiti, "Uyu ndianiko unokangamwira zvivi vo?" Akati kumukadzi, "Kutenda kwako kwakuraramisa, enda hako norugare", amen. Pano tirikuwona nyaya irikuitika muguta, Ishe Jesu kristu vari vapenyu. Vanopinda mumusha meimwe hama, vonogara zvavo.
Kobva kwaita mumwe murandakadzi kana kuti chifeve. Ndotenda kuti munhu anonzi chifeve, munhu asinganyanyofarigwa panzvimbo dzakawanda, amen. Nekuti anozikamwingwa mabasa ake. But musikana uyu unonzwisisa neimwe nguva maari, muhupenyu hwake, ano understanda life yake. Anozviziva iye zvizere kuti inini, hongu nyika inoti ndiri chifeve, neniwo ndozvitenda kuti ndiri chifeve. Asi ndine wandakatadzira anonzi Mwari.
Mukadzi uyu, anga achirarama munguva yemurairo. Nguva yemurairo waiti kana uri, ukatowanikidzwa uri ne chikomba, unotobatwa. Wotobatwa iwe mukadzi, wotakwa nematombo wotofa. Ndiyo nguva yaari kurarama. Saka anonzwa nezva Jesu, anzwa nezva Jesu unoita sarudzo ega. Yandakataura ndikati dai mukadzi uyu akaita meeting nemamwe ma zvifeve, akagara navo zvepasi. Akati vasikana ndine pfungwa yandinayo, ndoda kuenda kuna Jesu,
ndimbonomuzora tsoka dzake nemafuta angu. Dai akaita meeting iyoyo nevamwe, vaimutsanangurira kuti mwanasikana warashika, zvawavakuita izvi wavakuda kuzviuraya reputation, wavakuda kuzvibvisa hunhu. Zvauri kuita izvi hazviite. Hazviite izvi. Saka iye pachake akaita decision yake yandinogara ndichitenda kuti kana zviri nyaya dzaMwari.
Panofanira kuita inonzi personal decision. Neimwe nguva itsika yavanhu kuita zvinoitwa nevamwe, majority rule inodiwa vanhu zvikuru. Zvinoitwa neruzhinji zvinodiwa nevanhu zvikuru. But nhasi tine nyaya mushoko raMwari yakanyorwa, pamusro pemukadzi akaita zvake oga, zvaakatenda mumoyo make kuti izvi zvinondisunungura ini.
Ndokusumuka, ndokutora mafuta ake anodhura. Ndokutanga kuenda pamba panaJesu. Ndokusvika paya. Mumba munaJesu, Jesu anga asingafambi ega, waifamba nevakomana vake kazhinji. Mumba maari kutopinda, mune varume, vandinotenda kuti kana akatarisa varume according to her trade, aitoti varume ava ndomarket yake. Zvekuti kana according to the natural, kana achiwona vanhurume, nestep inochinja,
nemapfekero, anenge achitopfekera vanhurume ivavo, anotochinja step, nekuvhura vhura maziso kuya kuya kunenge kuchitochinja nekuti paita varume. Asi nekuda kwekuti, pane chimwe chaitika mukati make, anosimuka osvika, osvika oenda patsoka dzaJesu, andibata ngaati amen, amen. Tsoka kuenda patsoka dzaJesu, its a sign of breaking down or humility, arikunozviputsa musikana nekuti pane zvimwe zvaari kuda.
Pane zvimwe zviri better than money, chaava kuda. Pane zvimwe zviri better than pride zvaava kuda. Pane zvimwe zvinodarika pride. Pane zvimwe zvinodarika kukudzwa navanhu. Pane zvimwe zvaava kuda zviri more than anything we can think of, of this world, andibata ngaati amen. Saka anosvika oita zvaakaita ochema patsoka dzaJesu. Misodzi yake ova iyo inopukutisa tsoka. Remember kare,
zvaiitika vaifamba netsoka ka, vachifamba nenzira nzendo dzakatoreba kwazvo nemasandaki, nemasandal. Vachifamba nenzira nemunzira manga mune ndove netsvina dzakawanda. Saka tsika yanga iriko ku Israeri, ndeyekuti munhu akasvika mueni pamba, asvika pamba munofanira kumupa mvura yekugeza, kana yekugeza tsoka, yakanga irinzira ye Welcome. Saka Jesu paakapinda mumba umu, welcome haana kutoiitwa,
haana kutogamuchirwa ne welcome. Netradition yanga iriko, netsika yanga iriko, haana kutoitigwa izvozvo. Kusvika paitawo chifeve chakauyawo zvacho ndokubva chachema patsoka dzake. Chikachema nemusodzi, chikapukuta tsoka dzaChristu, chichigeza ndove dzose idzodzo, ndobva chapedza, ndokubva chadira mafuta anodhura. Ndokubva paita vanga vakatarisa, vasina kumupa idea iyi, varikuwona achiexecuter. Unoziva kana Mwari vaisa idea mauri, watanga kuiita, kune vanhu vanototanga ku complainer, "urikuzviitirei".
Saka vanga vakamukomberedza vakatanga, vakaunganira Ishe wacho iyeye wavanorespecta, kobva kwauya mumwe munhu, ouya orespecta Ishe wavo, ivo instead yekufara, kuti Ishe varikurespectwa ivo vanotogumbuka. Munoitirei izvi? Dai Ishe vachiziva kuti munhu uyu chifeve, dai vasina kumugamuchira, ndofungwa yavo.
Asi Christu vanobva vati nhai mukomana, ko kana pane vanhu vaviri vanga vane chikwereti. Mumwe anemari yakaita seshoma, fifty,mumwe five thousand, vose ndobva varegererwa, angada zvikuru ndeupi? Zvikanzi aregeregwa mari yakawanda, andibata ngaati amen, amen. Ndikati ko sei tichida Mwari zvakasiyana, andibata ngaati amen.Akaregererwa zvizhinji unodawo zvichinji, zvabatika. Ndosaka tichida Mwari zvakasiyana,
amen, hallelujah. Akaregeregwa zvizhinji, unodawo zvi chii, zvizhinji, hallelujah. Neimwe nguva chinopa kuti vanhu tide Mwari zvakasiyana, handei mubhuku ra Acts chapter number 9, Acts chapter number 9. Akakangamwigwa zvivi zvizhinji uchadawo zvizhinji. Akaregeregwawo zvishoma uchadawo zvishoma, amen.
Unenge uchidaidzira kuti havazvihwisisi zvavo, nekuti vanoshamisika kuti seyi ndichida Mwari ndichidai, havazvihwisisi zvavo kuti ndakaregeregwa zvizhinji. Havazvizivi zvavo kuti kwandakabviswa naMwari kure. Havazvizivi zvavo, dai vaizviziva, andibata ngaati amen. Ndakazviwona kuAfrica kune vanhu vanotoda kunamata chisalad, ndinozviwona zvangu kuAfrica.
But nokuda kuti vanhu havazive, asi dai vaizovhurwa maziso vakaziva zvinoitika panyika. Ndaitsanangura pano panyika yomweya, Ndikati kunyika yomweya kuri very active ndekwa satan, ndo kuri active zvikuru. Anotangwa mwana ari mudoko, achitangwa naye, achitopiwa mukadzi wekumweya arimudoko, achitopiwa murume wekumweya ari mudoko. Achitopiwa zita ari mudoko. Andibata ngaati amen.
Zvootokura mwana akagadzirwa. Paanozvarwa musi wekuzvarwa chaiwo, musi wekuberekwa, kunyika yomweya havatambe. Vekunyika yomweya yekurima havaiti mafunnies. Musi waanongozvarwa, unonzwa voti kamirai mukaka. Unonzwa voti itai zvakati. Vane zvavanoita. Vanoti ipai zita rakati. Vakomana, vakomana nevasikana vokura vachitambura vane vakadzi vekumweya.
Vokura vachitambura iri nhamo chete, chabatwa hakuna chinobuda, zvaitwa hakuna zvinorarama, izvo kana pane zvakaitwa kunyika yemweya. Zvabatika zvandiri kutaura pano. Ndati nyika yemweya iri serious, kungoti vana vaMwari ndivo vasiri serious zvavo, nekuti dzimwe nguva havazivi zvomweya. Dai vaizviziva vaivhurika maziso. Voti ini handibvi muprayer, ndicharamba ndichinamata, andibata ngaati amen. Nyika yemweya iri serious.
Nyika yemweya iri serious. Ndaitaura neimwe hama, vamwe bamunini vangu, chibamunini changu chaitsanangura chichiti chakazotsvaka mudzimai, infact chakazowana mumwe yanga iri hama yangu futi, ndobva chichiwana uyu anga ane vake vaviri. Chichiti nechikonzero chakaita kuti ndiwane uyu ane vana vake vaviri, ndaifunga kuti pamwe ndaifunga kuti ini handibereki, saka ndinoda kuwona kuti ndikawana anoita vana zvingadii.
Saka adaro, ndokubva azo discover musi waawana, mai ndokuuya, ndomusi wavakauya iwoyu, musi wavakatowana. Ndokubva vauya mai, nehuku yaka roastwa. Haana kuziva kuti huku yakaroastwa iyi, zviri kuitigwei. Saka mukomana dzimwe nguva akazongokaruka angohwawo maari kuti rega ndimbonoona mudhara ndimubvunze kuti mudhara chii chakaitika pandiri. Mudhara akati mai vako.
Mai vakati mudhara wako, mudhara akati mai vako. Zvii zvakaitika, zvakadealwa nazvo chiri chitoko, chiri chana. Andibata ngaati amen. Nevanhu vakatanga kuita tsika so. Kuchinzi toita zvakati, tokamira mukaka, tobaya, torova negokora, iritsika yavaiita yavaiitiswa ne n`anga. Iri tsika yechikaranga.
Iri tsika yechikaranga. Kana kune hurombo huri kuno kuAfrica, tine hurombo huri serious, but tiri kana kune chinhu chatinonyanya kugona, hupombwe. Huno ordainwa mwana ari mudoko so. Hakuna , zvakatanga chiri chanana. Nyika yemweya iri serious.
Pane pandombota ndichipota ndichitaura kwatakakurira isu, kwanga kuri serious nenyika yemweya zvekuti uchitaura so nevamwe vanhu havatogozvizive nekuti havana kumbosangana nazvo. Zviri very serious munyika yemweya, andibata ngaati amen. Mabasa anopera nenyika yemweya. Basa rinopera, basa kupera, kutoenda kumusha, nenyika yemweya. Marriage kupa mugogara makore mumarriage makarambana murimo. Yakagadzigwa kunyika yemweya,
mai vachiti kana hazvidaro, akangowana mukomana uyu haazounzi nezvinhu kumba kwangu, saka anofanira kusatowana. Kunyange akawana mukadzi wake haafaniri kuita basa naye. Kufonera imwe hama musi unowu, ndikati chiuyai mutore mudzimai wenyu, tapedza kunamata naye, chiuyai mumutorewo. Zvikanzi, ngaauye oga. Mukadzi achiti ndakangogara wo zvangu, baba havana basa neni. Irinyika yemweya
Nyika yemweya iri serious, iri serious. Inotraina munhu kushaya hanya. Inoku traina inokudzidzisa so. Kuva murume asina kana hanya nemukadzi wake, kana. Inyika yemweya. Mugotambura kuti nemhaka yei. Izvo kana havatozviitise wo zvavo. Vakatogwarwa nezvakavagara kare, i maths dzakudhara.
Ndobva ndaona vana vaMwari, vanomata vachiita zinengetenge. Vanenge vachida kuto bhibhila so, ku bhibhila, vachiita argument naMwari ne Shoko ravo so, vachiarguwa so, kuita zvinharo so. Munoita nharo naMwari? Mwari kana vakati namatai vanorevesa. Nyika yemweya iri serious. Nguva ya Solomon zvakaparidzwa, vakadzi vaviri vakaita vana, zvifeve zviviri zvakaita vana vazvo.--Ndokubva husiku, chimwe chatsikirira wacho mwana ndobva afa.
Ndobva chatora wacho mupenyu, mumwe wakafa ndokubva chaisa panomupenyu, Kubva chaisa pano mupenyu ndokubva chaisa pacho. Husiku uhwu. Kunoedza, ndokubva atarisa kuti, aah, mwana ari pandiri akafa, but haasi wangu wani. Yatova basa, kwaedza manje, yava basa. Mwana ndewangu, mwana ndewangu. Ratova busy. But husiku wanga akatoregwa wake. Ndozvinoitika kunyika yemweya. Unogona kurarama hupenyu hwemumwe.
Pane vafana vakapihwa pfungwa dzechidhara, zvekuti anenge achinetseka, kuverenga statement inenge ichimunetsa. Kuverenga chaiko kunomunetsa. Kuverenga komunetsa. Akapiwa pfungwa dzechembere, akagadzirwa. Inyika yemweya. Vanonamata havazvihwisisi. Ndosaka muchizowona vachibuda mumachurch iwayo anonzi echi pentecost, vakubuda kunotsvaka rimwe rubatsiro. Varikunyatsohwisisa kuti ndine dambudziko but harisi kupera, andibata ngaati amen.
Paari kunobuda futi arikunowedzera, haazivi nyika yemweya, haazivi maths dzenyika yemweya. Andibata ngaati amen, amen. Ndaitaura neimwe hama yeku kuSouth Africa uko. Yakabva yakanga irimuchurch yema pentecost imomo. Vanoramba chokwadi chaMwari, vachiramba kuramba vachinamata, Vachida chisalad chavanoda ichocho. Ndokubva amuka angonzwa kuti zvinhu hazvina kumira zvakanaka shuwa. Ichokwadi pane zvenge zvisina kumira zvakanaka. Ndokutsvaka hama zvikanzi ndipeiwo panumber dzamungandiwanirawo. Ndokuwanikwa number dzemamwe madzibaba ari mu Zimbabwe muno. Ndokubva amufonera, ndokubva aporofitwa.
Akaporofitwa nezvese, hakuna chakasara, zvese. Akagudzikana kuti ndizvo ,ndizvo arikuSouth Africa kuti, "haa uyu, ndiye." Ndokusimuka ndokuuya kuZimbabwe, ndokutogwa ndokuendwa naye kumvura. ndokunikwa mumvura, hameno kuti akanyikwa rungani. Apedza kunyikwa, ndokubva apiwa anointing oil. Apedza kupiwa anointing oil, achingobva ipapo, ndokubva aona muwallet make matova nemari. Atopinzwa mu satanism.
But vakaporofita, vakaporofita zvese, andibata ngaati amen. Nekuti vanhu havazive kunyika yemweya zvakwakaita. Kune maths dzenyika yemweya. Kwakaipa kunyika yemweya. Kana kune nzvimbo iri congested, inyika yemweya. Ndosaka uchinzwa kuti zvatinoona zvakasikwa nezvatisingaoni. Ndosaka Mwari vakauya vakatiudza nyaya yeprayer. Havana zvakawanda zvavakatitsanangurira vakangoti namatai. Vachiziva kuti kana muri vana vangu vanoteerera, muchanamata, pamunonamata munokunda,
yes. Asi nekuda kwestubbornness, vana vacho, vanozviita masalad havadi kunamata, ivo vanematambudziko makuru. Neimwe nguva ndakazviwona, munhu ane dambudziko anogona kusazviwona kuti anaro. Potoita mumwe anenge achida kutomubatsira. Ndosaka muchiwona vashumiri vachiwanzwa naMwari, varikutonzi vaparidze vasunungure vari murima. Bhaibheri rinoti vabvutei, snatch them from fire. Ivo havazviwoni kuti vari mumoto. But indai munovabvuta mumoto mavari. Saka munenge muchinovabvuta muchiva introduca kunaChristu, moti chinamatai, ivo voti kana,
I was feeling tired. I could not come to church because, I had a visitor. I could not pray because, I was a bit tied up. You don`t know my dear, what you are playing with. If, if Paul had explained it to us clearly, Ephesians chapter 6 verse 10, we would understand it better. Dai akaramba achitsanangura,
kuti Paul akarohwa nevanhu chaivo, majudha vachimurovera kuparidza, vakamutora vakamuisa mujere riri physical. But ari mujere one day paEphesus anotanga kunyora tsamba achiti hama, hatirwi nenyama neropa, Pauro ka, uri mujere rawakasungwa nevanhu iwewe, waifanira kuti tsanangurira rudeness yevanhu. But Pauro anoti handikutsanangurirei yevanhu iyi, nyaya yedu ndeyekumweya, ndokwazviri kutangira, yes. Ndiri mujere but zvakatangira kunyika yemweya, yes. Ndanzwika zvakanaka? amen. Rakapera basa but zvakatangira kunyika yemweya.
Rinopedzwa kumweya. Rinoperera kumweya kupera kuti tsvai. Mugofamba so, kana kushanda gore, makore, kushanda for life pasina chinobuda. Haaaa motamba nenyika yemweya imi. Nyika yemweya pese paya, nyika yemweya haiite. Ndanzwika zvakanaka? Munogona kupiwa appetite sisi kana bhudhi, appetite yekuti moshaya kuti madiro andinoita vakadzi awa chii? Chiri chi demon chakagara zvacho, nyika yemweya haiite.
Haiite. Mhai mugoda zvinhu zvekuti memuchinzwa rute guchibuda so. Muchihwa kuda zvinhu, chiricho satan chakakugarai zvenyu. Nyika yemweya iri drafted. Saka vanomaker shuwa, sezvingaita tichiredza vanhu kunaChristu. Tinovaparidzira Christu, tovaratidza zvinogonekwa naMwari. Nekunyika ya satan, vanotoredzawo, vanoisawo zvinonakidza kuvanhu, zvabatika? Vanhu vonakidzwa nenyika vonzwa kuti, Yet ndokutoenda kumatambudziko kwako, ndokutonyura kwako,
zvabatika? amen. Hallelujah, amen. Saka ndirikuda kuti uwone kuti nemhaka yei vamwe tichida Mwari. Tinonzwisisa nyaya idzi zvimwe zvisingabviri. Ini ndogara ndichitsanangura kwandakakurira vakapera vose na mbuya mai Vicent, vakatsvaigwa, nemunhu 1, vakapera. Vakapera.
Vamwe ndiri kusangana navo nhasi, ndichihwa shungu kuti Mwari vasunungurei. Uchihwa ndemoyo wokuti vanhu ngavasunungurwe, ngatigarei mumunamato, moyo wekurwadzirwa. Ndiri kusangana nezvisingaiti everyday. Ndichishaiwa kuti nhai Mwari, dai vanhu vaizviziva vaibuda muprayer here?, dai vanhu vaizviziva vairega kunamata here?
amen, amen. Nyika yemweya iri serious. Muno retwa so, mese hamudariki apa, menge makaretwa mose makapera. Musha wese hamudariki apa, hamudariki. Mese munogumira pama 10 dollars, 5 dollars, 10 dollars, 5 dollars, 10 dollars, 5, ndipo pamunogumira mese ipapo. Hamusimuke kuenda mberi. But muchishanda veduwe, ma idea munawo veduwe, but zvisingabude, zvakapedzwa kunyika yemweya.[30/n/19:03]
Ndopatoti kana wauya kunaJesu, kwaJesu kwoda kutokuriwa, zvabatika? yes, hallelujah, amen. Ndanga ndichinakirwa na Acts chapter, chapter, chapter 9 verse 32."Now it came to pass, as Peter went through all parts of the world, of the country, that he also came down to the saints who dwelt in Lydda. There he found a certain man named Aeneas,
who had been bedridden eight years and was paralyzed", amen. Regai ndidzokorore."Now it came to pass, as Peter went through all parts of the country, that he came down to the saints, say with me to the saints, "to the saints" akatouya pavatendi, zvabatika? vanonamata iti vanonamata, "vanonamata". Asi vachinamata papane murume waiita bedridden for 8 good years.
Havana kugamuchira Jesu here vanhu vari apa, "vakagamuchira", havanamati here vanhu vari apa, "vanonamata", asi pane mumwe aripo arikutakurwa panhovo, eight years. Ndobva pasvika anonzi Peter, nyaya iyi ndirikuitsanangurira kuti, mumber 1, kunokuriwa kwaMwari, number 2, Aeneas uyu, uchawona kuti kuda kwake kwakasiyana nevamwe vese nekuda kwekuti ane nhoroondo yekuti eight years varume ndiri panhovo,
Ndokubva pasvika murume anonzi Peter, ndokubva ati brother Aeneas, Jesus Christ heals you today. Ndokubva asimuka mukomana, ndokubva atanga kufamba, for the first time in eight years. Hatigoni kuda Mwari zvakafanana nemurume uyu, zvabatika. Nekuti murume unonzwisisa personally kuti ndine eight years, eight years, makore eight, eight years. Ndichiita zvekusundwa, kusengwa so, eight years, andibata ngaati amen, amen, hallelujah, amen. Saka hatingadiri Mwari zvakafanana. Chinoita kuti tide Mwari zvakasiyana, ndicho chekunzwisisa, my personal experiences,
mapersonal experiences. Ini ndendichiziva kwandakabva so, yes. Ndoziva ini. Ini ndoziva, kuti dai asiri Jesu ndiani waizondiwona. Ndozviziva ini, yes, zvabatika?, amen. Ndozviziva handizvikanganwi. Handikanganwi zvinhu zvakadaro. Vaipera vachienda so, vachifa so.
Tatanga kuti form 3, form 2, form 3 watova serious nekutotsvaka kutonamata, uri serious nekunamata uri chitoko, uchinzwa kuti ndirikuda kutsvaka, ndiri kuda kunamata. uchinzwa kuti ndatova nherera pano ndofanira kunamata. Chandaingoziva ndechekunamata, ndopapane safety yangu. Hongu ndanga ndakarashika rashika zvangu, asi changa chaiswa, kungonamata. Ndobva mumwe musi, gogo vangu, hameno, pamba pedu paingoitika zvaiitika. Ndobva paita mumwe anga angotaura taura nyaya dzake.
Ndobva ati varikuzofa vakawanda,ndobva vatanga kutonongedzegwa. Vose ivavo vakatonongedzegwa vakatozofa. Ndokubva gogo vangu vabvunza kuti ko muzukuru wangu veduwe, zvikanzi uyu haabatike unonamata, zvabatika? Ndakatorashika kudaro. Ndopandakanzwisia kuti ko ndika, ndavakuziva chokwadi sezvizvi, ndoregerei kunamata. Uye handichangonamati chete, ndotobatsirawo vamwe vasingazivi, andibata ngaati amen, "amen", hallelujah, "amen".
Nekuti panyika pano ndozvapakaita. Panyika pano ndozvapakaita. Brother Aeneas ndokubva vasimuka ndokubva vapora, but ndirikuti panyaya iyi pane nyaya mbiri. Number 1 ndeyekuti Brother Aeneas vachatoda Mwari kudarika vamwe nekuda vane history, zvabatika. Chechipiri, chirikundinetsa kune varikunamata but varikukonewa kunamatira Aeneas, zvabatika?
Kureva kuti malevels akadii hawo? akasiyana, zvabatika? Zvokuti unogona kuenda kuchurch, unogona kuenda kuChurch ugofunga kuti takafanana, but kana pakazoita bedridden issue, unoona uchidududza so, wavakuti vanaPeter chiuyai munamatire, zvabatika? Iwe chihwisisa kuti Peter ka takatosiyana, kana wahwisisa izvozvo, chihwisisa kuti ndinoda kuti kukura munaMwari, andibata ngaati amen, hallelujah.
Pa Jopa pakabva paitika imwe nyaya, Tabitha waida Mwari zvikuru, Tabhita waipa zvikuru. Andibata ngaati amen. But wakarwara akafa. Vanhu vakati kwete hativigwe, hativige instead yekuti vanamate vakangoti hativige. Indai modana, mhanyai pa Lydda apo, modana mukomana anonzi Peter, auye anamate, kwete isusu asi Peter, amen, hallelujah. Tingopa chipo chekuombera kunaChristu.
Hallelujah, Pandiri kuti Peter, ndirikuti Mwari ngavaise chidokwa dokwa mauri chekukura, zvabatika? Handisi kuti tsvaka Peter, ndirikuti kura munaMwari nekuti kune ma issues anouya mulife, amen, "amen", hallelujah, "amen". Ndanzwika zvakanaka, yes.
Kune nyaya mwana wamai vangu, panyika yavapenyu. Pane zvinoitika pano, zvinotangwa kunyika yemweya zvirikunzi vana vaMwari, ngavakure pamweya, vagone kukunda hondo dzepamweya. Ndanzwika zvakanaka. Ndirikunzwika here pano? Parikudiwa munhu anokura, oti Mwari ndoda kukura ndihwisise zvomweya, nditaure zvomweya,
ndifambe nezvomweya, ndikunde pamweya. Nekuti zvandinoona panyama, kune kwazvinotangira, zvinotangira kumweya, andibata ngaati amen. Marombe aripanyika mazhinji zvakatangira kumweya. Zvabatika here? Ndokwazvakatangira, zvakatangira kumweya, ndokoda kunogadziriswa nyaya ikoko. Kana kwanokinurwa ikoko, zvotoita panyika!, hallelujah, "amen". Handei mubhuku ra 2 Kings,
2 Kings chapter number 2 verse number 19. Then the man of the city said to Elisha, "Please notice, the situation of this city is pleasant, as my lord sees", hallelujah. Pane ane shona here ativerengerewo?
Zvino varume veguta vakati kuna Erisha, yes. "Tarirai henyu nzvimbo yeguta yakanaka hayo", tarirai henyu nzvimbo yeguta yakadii hayo, "yakanaka hayo", yakanaka pakudii?, "sezvamunoona ishe wedu", yes, "asi mvura yakaipa", yes, "nenyika haibereki zvakanaka", heyi. Muchiiwona yakadai yakanaka chose amen,"amen". But zvamunoiona kudai, nzvimbo iyi haibereki iyi,
amen, "amen". The men of the city said to Elisha, "Please notice, the situation of this city is pleasant, as my lord sees it, but the water is bad and the ground is barren", amen, "amen". Kwahi makaitarisa kudai ishe wangu, yakatonaka, hapana chinoshoreka makatarisa, but mvura yemuno haimwike, uye nzvimbo ino iri barren,zvabatika, "yes".
verse 20. And he said, "Bring me a new bowl and put salt in it, so they brought it to him", then he went out to the source of the water, and he cast in the salt there and said, "Thus says the Lord, I have healed this water, from it there shall be no more death or barreness". So the water remains healed to this day, according to the word of Elisha. Amen, amen.
Situations on the ground dzichigadzigwa nekunyika yomweya, amen, "amen". Nzvimbo ichinzi mvura iri kuvava. zvokwadi iri barren hakuna chinobuda, panofanira kunge kune zvomweya zvinogadzirisa nyaya idzi, amen "amen". Malife dzedu idzi hama dzangu dzinogadzigwa kumweya nekuti pazvakashatira kumweya,
ndokwazvakakanganisikira. Saka takuenda kunaMwari, kunaChristu ndosaka Mwari vakatounza, a mystery yekuti Mwari vanouya vova munyama, onzi Mwari vakauya vakazvarwa nemusikana anonzi Mary, otopa nepamuviri paMwari, nine months akatakura Mwari, ozvara Mwari. Vorarama panyika thirty three and half years, andibata ngaati amen, "amen". Vachiratidza simba redenga zvomweya zvichiwonekwa.
Vanorwara vachiporeswa, vasingaoni vachiwona, vasinganzwi vachinzwa, vakafa vachimuka. Mwari vachiratidza kuti hama, kune zvinoaddreswa kumweya, amen, "amen". Nyaya yemari inogadziriswa kumweya. Nyaya yehutano inogadziriswa kumweya, zvabatika? Ma marriage anogadziriswa kumweya. Ndakamaona ma counselling sessions, haabudisi maresults. Vanhu vakacounsellewa shuwa, asi hakuna chakabuda kusvika paita vanonamata, andibata ngaati amen, "amen". Tingopa chipo chekuombera kunaChristu.
Madiro edu Mwari anosiyana nekunzwisisa izvi, zvabatika, hallelujah, "amen". Madiro edu Mwari anosiyana nekunzwisisa zvinhu izvi. Number 1, taverenga musikana uya akaregeregwa zvizhinji, akadawo zvizhinji, amen, "amen".Ndikati Aeneas unotofanira kuda Mwari zvizhinji, nekuti wakasunungurwa panga pasina kumira zvakanaka, zvabatika?
Ndikati kulife dzedu personally, tine kwatakabva tine nyaya dzedu kumisha kwedu. Nekunzwisisa izvozvo, ndosaka uchiwona tichidawo Mwari zvizhinji. Tinonzwisisa kwatakabva, nhamo inogadzigwa kumweya. But pane vanenge vachito benefita, mumwe achitambura, zvabatika? "amen" hallelujah,"amen" tingopa chipo chekuombera kunaChristu.
Hallelujah, "amen", hallelujah,"amen". Pauro anosvika pachurch yepakorinde, obva ati, ndinouya pakati penyu, ndotouya ndotaura nemi sevanhu vekunyama, nekuti ndaifanira kutaura nemi sevomweya, But ndirikuuuya pakati penyu ndichiwana pane gakava, pane madivisions. Murikurarama sevanhu imi, murikurarama sevanhu. You are not mere men, andibata ngaati amen. Mwari vanenge vachida kutibudisa kunyika kuti kana muchida kukunda motova vomweya, you have to be spiritual,
amen "amen", hallelujah,"amen". So my issue today is, You have to be spiritual my dear, you have to be spiritual. Zvaunowona nemeso ako handizvo zvose, zvabatika?, "amen". Zvaunowona nemeso ako handizvo zvese, handizvo zviripo, I am telling you, amen, I am telling you. One guy in Bulawayo akanga ari mukuru we imwe church, aaaah yaiva
postori yanga ine chipostori mukati, postori yakasanganisa sanganisa. Saka one day tiri vafana takango, ndaingofarirawo zvekuparidzawo izvozvo. Ndokubva ndasimuka mumwe musi imomo, ndokubva ndaparidza, bofu rikatungamirira rimwe bofu, vanowira vose mugomba. Ndomusi wandakagumisira kuparidza,zvikanzi chigara pasi hauparidzi pano iwewe, andibata ngaati amen. Ndanga ndiri mupfanha mudiki ipapo zvikuru. Saka rimwe zuva, izvo chaitori chokwadi.
Nerimwe zuva VaMasendeke vakamuka, vakatora bag raiva mumba mavo, dzaiva tsvimbo dzavaiva vakasiigwa namudhara. Dzaiva mumba mavo. Church yanga isingazvizivi kuti mukuru ane chii? ane tsvimbo dzake mumba. Saka VaMasendeke vakazobuda ndokubva vaenda kumusoro ku Nkulumane, mberi kweku Nkulumane, ndokubva vaenda mudondo, kumaDhonginiPumula, ndokubva vaenda nebag ravo mudondo, ndokubva vasvika imomo ndokubva vazvisungirira, ndokubva vatofa. Vakatsvakwa mazuva vasingawanikwi,
zvomweya zvavabatira mudondo. vakafa! Amen, "amen". Nyika yemweya iri serious. Kune serious business kunyika yemweya, havaiti mafunnies ndosaka uchiwona vakadzi, varume vanoroya vaya, vachishama muna June, kukatanura hembe kukanda uko, muna June. They mean business. Chaindinetsa ndechekuti nyagwe maChristu anobatwa futi, nekuti zvanana, hazvizivi nyaya idzi.
Kana uri carnal, Pauro unopopota kuti muri carnal, you are a babe. Kana uri a babe, uri pa tight. You have to grow in Christ, andibata ngaati amen. Hazvitenderwi nemutemo yedenga kuti mwana waMwari arohwe nezvidhoma. But kana uri chanana unopinda busy, unofanira kukura. Hebrews chapter 5, nyanduri anobva asvika achiti, "Imi, hama, by this time maifanira mavakudya mabhonzo, but ndirikukupai mukaka zvakare."
,why because vanhu havahwisisi zvomweya. Vanongonokwana kwana pese pese havazive. They dont know these things, havazivi zvinhu izvi. Anogona kutokuendera zvake kumadzibaba so, agotouya futi kuchurch so, agoimba hosanna, munaye, nekuti haazive. Musanganiswa yamoita iyi, hamuzive kuti murikuzvikuvadzisa, ndiwe unopinda busy wega.
Unodzikama wobaika nokushora. Ndakavaona vanhu panyika pano, vashora vabaika, nekuti ivo pachavo havahwisisi zvomweya. Dau vaihwisisa zvomweya havaishora, vainopinda muprayer votanga kunamata, votsvaka Mwari, vomira, vomira panzvimbo one, voti tava kunamata nenzira iyi. Andibata ngaati amen, "amen".
Ndosaka Mwari pakupedzisira vakazoti akarurama ngaarambe akarurama, anoda kutadza ngaachingototadza zvake. Mwari vachiti kana chitadza zvako, kana kutongorurama chete. Mwari vakati haupisi kana kutonhora, ndichakusvipa --. Hapadiwi munhu ari pakati ne pakati. Munhu ngaakure azive zvomweya, andibata ngaati amen, "amen". Nyika yemweya iriko mwana wamai vangu, ndanzwika zvakanaka?,
Nyika yomweya iriko, chinopedzwa, anopedzwa ,mamarriage achitonzi apera, agadzigwa kumweya yopera. Musi wemuchato so, kungopedza kuchata, zvichitoperera ipapo. Wonzwa kuti vana vaya vaya takangovaendesa ku honeymoon, zvakatondorambana. Vakarambana?, ehe, musi we honeymoon. Chakangouya chitete chichingoti, nezambia,. Hakuno kunozikamwa kuti chi zambia chakasengei, hakuna zvinozikamwa, hakuna.
Hakuna zvinozikamwa, hakuna zvinozikamwa. Nechurch ichifara so kuti haaaa mai vake chaivo chaivo vakatozouya vakapururudza, vakadzana mbuya, vakadzana. Izvo vaingotogwadziwa kuti mwana wangu, ndakamudzidzisa kuenda kuchikoro, zvino onopa benzi iri mari iyi, hakuna zvakadaro. Vana vamwene vanoroya vakomana, andibata ngaati amen. Vachigwira mari dzavo, kuti ndakaendesa kuchikoro hakuna zvakadaro. Igonodyiwa naicho chi muchikadzi ichochi,
hakuna zvakadaro. Vanenge vachigiya kuti mwana wangu akakangamwiswa, izvezvi akafuratidzwa moyo, akatokangamwiswa mai vake. Ndozvezviriko kumasowe muchikonzi, akatofuratidzwa izvozvi, saka chitomugadzirai akafuratidzwa moyo, akafuratidzwa, chakangwarisa chimukadzi chiya, andibata ngaati amen. Yet dzimwe nguva hakuna kufuratidzwa moyo kwaakaitwa, Fuma chongori mulove nemusikana wacho, chinongoperera zvacho chiri mulove. Imi moti chakafuratidzwa moyo, nekutonoziva kuti anobvepiko mukadzi wacho, anobva kuBikita, maiwe.
Isu taigara kuGokwe ka uku,tabva kuGokwe, tikaenda kuBhuruwayo, tava Bhuruwayo wozomboti waenda kuGweru, wava muHarare. Wozombomuka wati wava muMasvingo. KuMasvingo ndakauya hongu nokuda kwemudhara wangu anga arikunoku, zvabatika? Ndichitsvakawo mudhara semunhu akakura asina baba. But ndaita problem manje one, yekuti ndiko kudhuze nekumusha kwemukadzi wangu, zvabatika?, "yaah". Saka vanenge vachiti aaaah, hee akadhonzegwa pedo neBikita,
haiyayaya. Saka pese pavanofamba vanenge vachiti, ende vaya vanhu vaya vanoziva vanoita inonzi reading. Vanoreader nyangwe mind yako so. Uchingosvika, zvaunenge unazvo ndizvo zvaunotaura. Voti ehe mafambira ka nyaya dzemanakomana wenyu, wakaenda Bikita, ndiye wamafambira. Ehe munhu waMwari, vanhu havazive kuti mwana wangu wainditumira magrocery, ndokubva angomuka achinja, paakangowana mukadzi. Ndiwe wavakutorondedzera.
You know kana uri munhu waMwari unobaika paphone apa. Instead yekuti anyarare nditaure ini, anenge achitorondedzera, Zvigodai munhu waMwari zvikazodai munhu waMwari,zvikazodai, zvikadai zvikadai, zvikadai, zvikadai, vatete vakaroya vakadai. Ndikati kana ndini ndofanira kukuudzai imi chinyararayi.
Andibata ngaati amen.Tingopa chipo chekuombera kunaChristu, Hallelujah, hallelujah. Saka unogona kuroyerwa dzausina kana mhosva nadzo. Saka unofanira kuziva nyaya idzi mwana wamai vangu. Vakomana kurasha muswe kwatinoita kuya, nekusahwisisa zvomweya.
Ndakaona ma accidents achingoitika, kungoti bwaa hakuna, vatofa. Ko chii chakaitika? Hezvo kana imaths dzaidraftwa kudhara munyika yomweya. Zvinoperera kunyika yemweya.
Saka Mwari ndipo pavakauya vakati hama dzangu, namatai, namatai, zvabatika. Kwete mafunnies atinoita aya ekuti gumbo, gumbo pazhe gumbo mumba. Kana zvima attitude zvekutoenda kuchurch uchida kutonogumbukira mufundisi, Ndine hukama newe here panyama ini, tinehukama hwepamweya uhu, kutobatsirana uku zvabatika.
Totenda Mwari chose nemukana uno zvakare watapiwa naMwari mukana wekuramba tichidzidza pfungwa yaMwari amen. Nyaya yedu remember takatanga tichiti tirikuda kudzidza zviri Mwari uye zvakare tirikuda kudzidza zvatiri munaMwari amen. Tikatsanangura paitsanangurwa mubhuku ra Colossians chapter 1 verse 13 inoti takabviswa muhumambo hwerima tikaunzwa muhumambo hwechiedza amen. Number 1 kurima kune kana munhu achinzi ari murima chekutanga haazivi Mwari amen.
Chekutanga haazivi chii hake? Kana munhu asingazivi Mwari naiyewo haazvizivi. Zvabatika? Saka munhu arikunzi arimurima kana ari mudarkness kana ari muignorance number 1 the person does not know God secondly the person does not even know himself. Amen.Iye pachake haatozvizive nekuti munhu anongotsanangurwa naMwari chete amen.
amen Kana wavamuchiedza unotanga nekuziva zviri Mwari nekuziva zvauri munaMwari. Zvabatika izvozvo. Saka munhu iyeye anenge arikunzi avamuchiedza arikunzi uyuyu haachina ignorance avakuziva zviri Mwari uye avakuziva zvaari. Ndoyaiva subject yatakatanga nayo. Tichinodiscover zvatava nazvo matiri kuti ava matiri ndiKristu amen. Zvirikubatika?
Tikadiscover hupenyu husingaperi huri matiri zvakare. Tikanodiscover exousia authority to rule. Remember bhaibheri rinoti "You are now kings and priests in the kingdom of God". Now its saying kings haina kuti kings and queens. Rangoti chii? kings. Whether you are a woman or you a man you are all men you are kings amen. All of us we are now all what? kings
and priests in the kingdom of God. Zvabatika?Tell your neighbour all of us all of us we are now we are now kings kings and priests and priests in the kingdom of God. Now hazvigoni kuti unzi mambo usina authority amen. Hazvibviri kuti unzi mambo usina chii? authority. What makes you a king is the authority that you have.
Remember a king rules with words. Mambo anotonga achishandisa mazwi. ,
Zvirikubatika? KuOld Testament vaizivikanwa kuti hondo dzavo vanodzirwa nemapfumo kana nemabakatwa amen. Asi ku New Testament hondo dzedu todzishandisa totaura nemuromo tokunda nemuromo. Tine mazwi atinotaura nekuti takapiwa authority tell your neighbour you have authority. Tell your neigbour you have exousia amen.
Exousia zvichireva izvo authority kana kuti rule kana kuti zvakare power of making a choice. Kureva kuti a king can make decisions. Tell your neighbour I can make decisions and defend my decision. So now in Christ you now have authority you have now power to decide. You have power to decide. That`s why God Mwari havakumanikidzi kuvanamata.
Vanoda kuti kana iwe vakusarudza iwe wovasarudzawo. Mwari vanoda a relationship. A two-way whereby he loves you and you love him back that`s what he wants. God does not operate with manipulation. Mwari havambunyikidze munhu. Ndirikunzwika? That`s why the relationship has to be sweet. The relationship between you and God. Zvakangofanana ne inonzi marriage setup.
All ma marriage atinoona panyika mamwe akawanda haaaaa angovawo zvimwewo haasi mamarriage. Zvabatika zvakanaka? Because marriage has to be a union of two people that are in love. A people that are hapana pasina arikumanikidzira mumwe. Ega achiti ndokuda uyo achiti ndokuda. Iri a free will haatenderwi kumanikidzwa. Ari kufanira kunge ari free to say I love you or I don`t.
Amen. That freedom you are already given by God. And God says "Let your answer when you answer someone say yes or no anything more zvatobva from the evil one." Saka your answer should be yes or no. You have every right to say no you have every right to say yes. Amen. No one should manipulate you. Thats the authority you have. You cannot manipulate a king.
Say with me I am king now I am a king now. Now listen to me. The bible then says God stands with the words of his messengers. If I know kana ndichiziva kuti Mwari vanomira nemashoko andinotaura. I have to be able to speak I have to be able to make decisions amen. Kubva nhasi ukawona uchiitiswa uchiitiswa kubva nhasi ziva kuti ndiwe wavakusarudza kuitiswa.
Because already when you believe Jesus John chapter 1 verse 12[5:27] "To all those who received Him he gave them the right to become children of God" power exousia to become authority rulership its in you already. Izvi wakatopiwa naMwari. Listen hausikunamata kuti wopinda muprayer woti Mwari ndipeiwo authority its ignorance. You don`t pray saying God give me authority. You already have authority.Yes.
Saka tikakunzwa uchinamata urimugomo uchiti ndauyawo mugomo muno kuzotsvaga authority. You are actually confused. Thats why a lot of people go into the mountains thirty days and thirty nights they come back with another spirit which is not of God. Because when you receive Jesus you already have authority you have already exousia. Andibata ngaati amen. Say with me I believe I believe with all my heart with all my heart that Jesus Christ that Jesus Christ is the Son of God is the Son of God.
README.md exists but content is empty. Use the Edit dataset card button to edit it.
Downloads last month
17
Edit dataset card