instruction
stringlengths
3
267
input
stringlengths
0
297
output
stringlengths
3
25.6k
usazofenda kana wamuona('do not faint if you see her')
ndazvijaira izvi('I am now used to it')
musikana iyeye itsvarakadenga('that girl is beautiful')
hamusati mava kundinyepera here apa('are you now not lying to me')
hapana ari kutaura zvine musoro('noone is speaking useful information
unoda kuti vati kudii('what do you want them to speak about')
ndoda uzondifonere kana wavaona('I want you to call me on my cellphone if you see him
ko ndikangoita zvekushevedzera ndakamira padurawall renyu('what if I just shout will standing beside your durawall
mazoti kudii nemapresentation('what did you say about presentations')
ari kuitwa next week('they are being done next week')
ndauya('I have come')
saka chibva watotanga basa racho('so now start doing the job')
tipei information izere('give us the full information')
handina madata bundles, hanzi kudii('I do not have data bundles, what did they say
usauye kuchikoro mangwana('do not come to school tomorrow')
nenyaya yei('why')
uuye wakapfeka juzi, kuno kuri kutonhora('come wearing a jersey, it is cold here')
apa juzi rinodziya racho rakaenda naStella('the warmest jersey was took by Stella')
nderipi lesson riri kutanga nhasi('which lesson is starting today')
tinotanga ne Shona('we are starting with Shona')
paivepo('once upon a time')
ndiwo mashoko anotanga kutaurwa usati waudzwa nyambo('those are the first words to be spoken before you are told a folktlale
iwe haugone bhora('you are not good at soccer')
asi ndinokukunda('but I am better than you')
aso hauchaone mamovie('don't you watch movies anymore')
ndinoona asi nenguva iri kure('I see but not always')
usakanganwe kumurangaridza kuti ndiye ari kupa speech pamusangano('do not forget to remind him that he is the one giving that speech at the meeting')
horait ndomuudza
uvaudze kuti vanogona kungomira basa('tell him that he might stop work')
Ndinovaudza('I will tell her')
hatisi kurwa, asi bag nderaani iri('we are not fighting, but whose bag is this')
ndera Nyaradzo, musikana waTafara('It is Nyaradzo's, Tafara's girlfriend')
ko ukarohwa('what if you are beaten')
handirohwe ini('I won't get beaten')
hamusi mava kunyanya?('aren't you going too far')
aiwa, tingori kutaura chokwadi chete('no, we are only speaking the truth')
haa musadaro('do not be like that')
sorry, handizvidzokorore('sorry, I won't repeat it')
zvichanakidza vamwe vabatwa vachiita musikanzwa('it will get exciting when some are caught misbehaving')
unonyepa iwewe, hatimbobatwe('you lie, we won't get caught')
ndiye akatorerwa mari here uyu('is he the one whose money was taken')
asi ka('but')
pakaita anonetsa anoitwa sey('if there is someone not adhering what will you do too them')
anorangwa('they will be disciplined')
ndiye akadyirwa mari here uyu?('is he the one whose money was squandered')
haasiye makazvinzwa kupi izvozvo('he is not the one, where did you here that')
handina kumbobvira ndafungidzira kuti ndichaita mari yakawanda seizvi('I never imagined that I would get this rich')
Mwari vanosimudza ('God lifts')
zviri kuitika mumba menyu boe hre('is what is happening in your house okay')
imimi munei nazvo, itai zveupenyu hwenyu('what does it have to do with you, mind your own business
wandivhundutsa('you scared me')
sorry, ndanga ndisiri kuda kukuvhundutsa('sorry, i never meant to scare you')
aiwa, ari kuda rubatsiro mwana uyu('No, that kid wants help')
iye asingadi kuzvibudisa pachena here, igwara remunhu('but she does not want to reveal herself, she is a coward')
ndiri kutsvaga munhu akatyorwa gumbo kubhora nezuro('I am looking for the person who was injured on the leg yesterday at the soccer match')
ndiGumisai, anogara kuDangamvura('that is Gumisai, he lives in Dangamvura')
kana ukamuwana usakanganwe kundiudza('if you find him don't forget to tell me')
horait ndichaita saizvozvo('okay I will do what you said')
batsirai vanhu makanyarara('help people silently')
wava kuda kutiudzira zvekuita manje, ukwane('now you want to tell us what to do, behave')
Simbarashe haana kukwana, anobuda panze akashama('Simbarashe is a fool, he goes out the house naked')
zvinei newe izvozvo, ita zveupenyu hwako('what does tha have to do with you, concentrate on your life')
ndanzwa nekufambiswa mbiri isina kunaka('I am now fed up with people telling fake news about me')
saka uchaita seyi('so what will you do')
Richard, mwana wangu ndinodada newe('Richard, my son I am proud of you')
maitabasa amai('thank you, mother')
kana ukamuwana unobva waita sei('if you find her, what are you going to do')
ndinobva ndafara('I will be happy')
saka ndimi muri kutaura zvakashata pamusoro pangu('so you are the one speaking negative things about me')
aiwa, munenge marasika('no, you seem to be lost')
wauraya huku here('did you kill the chicken')
ehe, ndabva ndatambidza Karen kuti aitapure manhenga('yes, I then gave it to Karen to remove the feathers
ndakanga ndisingambozvifungire('I never expected it')
unofanira kutarisira zvese('you should expect everything')
ko uri kutiza chii('why are you running away')
ndiri kudzingirirwa nenyoka('I am being chased by a snake')
kurima kunorwadza('farming is hard')
kana ukaona zvinhu zvese sezvakaoma zvinotokurwadza('If you see everything as if they are hard, they will hurt you')
ko uri kutyei('why are you afraid')
headmaster vari kuda kundiona('the headmaster wants to see me')
hazvinei neni zvauri kutaura izvozvo('what you are talking about has nothing to do with me')
horait rega ndichinje nyaya('okay let me change the topic')
dai wakazvarwa mumwedzi waKukadzi('you should have been born in the month of February')
haa manje hazvikwanise kuchinjwa('but it cannot be changed')
chete handizive vanhu vakawanda('only that I don't know a lot of people')
unofanira kuita zvekuti uzive vamwe('you should learn to meet new people')
zvakwana('it's now enough')
saka rega ndisiyane nazvo('so let me leave this topic')
vanhu vangani vakafa('how many people died')
six vanhu('six people')
wazviita zvakare('you have done it again')
ko ini here
haufanire kutarisira vamwe pasi('you should not look down upon other people')
ndazvinzwa, ndichapagadzirisa('I have heard it, I will correct it')
ndipei mazita enyu('give me your names')
takamatumira paemail yenyu('we sent them on your email')
ndiani akamira parukova uyo('who is that standing on the bridge')
anenge Taona ('he is looking like Taona')
wandifadza mwana wangu('you have made me proud my daughter')
maitabasa amai('thank you, mom')
makurukura here('did you do the discussion')
ehe, ndadzidza zvakawanda('yes, I learnt a lot')
ndikweretesewo mari('can I borrow you money')
unoda kukwereta marii('how much do you want to borrow')
huyai mutenge('come and buy')
hatina mari isu('we do not have money')
ndiri kutsvagawo anonzi Raymond('I am looking for a person named Raymond')
anoita nezve chii('what does he do')
anotengesa mushop('he sells in a shop')
handimuzive ini, Raymond wandinoziva anodriver makombi('I don't know him, the Raymond that I know drives commuters')
ndipewo zvauri kudya('can I have what you are eating')
handina chandiri kudya ini('I am not eating anything')
kune church here musi weSunday('is there a church service on Sunday')
aiwa, vanhu vakaenda kumusangano('no, people went to a conference')
vamwe vabereki havarovani('some parents do not fight')
isu takasiyana navo('we are different from them')
tese takamirira album ra Winky D('We are all waiting for Winky D's album
rinenge richinakidza, akaita mafeature nevaimbi vakawanda('It will be great, he featured a lot of musicians
unagona kupfeka('learn to dress well')
zvinoda wanditengera hembe dzacho iwewe('that requires you to buy me clothes')
vasina kunyora vhunzo vangani('how many did not write the test')
tosimudza maoko here('can we raise our hands')
ndajaira kudya zuva risati radoka('I am used to eating before sunset')
unenge wabikirwa naani('who would have cooked for you')
ndava kuda kuchinja nzvimbo yandinogara, kwava kure nekubasa kwandava('I want to change where I am living, it is now far from my work place
manje mudhuze hamudhure here('but is it not expensive to live close')
madyiwa kubhora('you have been outmatched at soccer')
inyaya yekuti vatambi vedu vanogona vanga vasipo chete('It is because our best players were not present')
chikwata cheZimbabwe chahwinha here('did the Zimbabwean team win')
varohweswa, kuita kunge vanga vasimo munhandare('they were thrushed, it's like they were not even in the pitch')
Ita seni ndinoziva pekugumira('be like me I know my limits')
usazvifadze nenhema apa')
vakabatsirana kumuranga('they assisted each other in disciplining him')
anga aita sey('what did he do')
vanogona here('are they good')
vari nane pane vabva kubuda('they are better than the previous ones')
mava kunzwa sei('how are you feeling now')
ndava nani('I am now better')
farirai chinyakare chenyu('like your past')
nguva dzasiyana izvezvi sekutu('times are now different uncle')
ndiani wako('how are you related')
nditete vangu('she is my aunt')
munhu wese anoziva nyaya dzaTsuro naGudo('everyone knows the stories of Tsuro and Gudo')
ehe, dzinowanikwa mumabhuku eGrade two('yes, they are found in grade two books')
ini ndinokutiza kana ukamushevedza('I will run away if you call her')
uri gwara('you are a coward')
handina basa nazvo('I do not care about that')
ndiwo mashoko anongotaurwa nevanotya('those are the words that are spoken by those who are afraid')
chero zvikaita sei ndinenge ndiripo('I will be there no matter what
kana neniwo('me too')
vhiri remota yangu raponja('my car's tire has a puncture')
unoda rubetsero here('do you want help'
translate big to shona
big
hombe
translate small to shona
small
duku
translate small to shona
small
diki
translate now to shona
now
zvino
translate later to shona
later
pashure
translate a little to shona
a little
zvishoma
translate wonderful little to shona
wonderful
shamisa
translate amaze to shona
amaze
shamisa
translate happy to shona
happy
fara
translate easy to shona
easy
reruka
translate difficult to shona
difficult
oma
translate here to shona
here
pano
translate there to shona
there
apo
translate how many to shona
how many
ngani
translate else to shona
else
umwe
translate one to shona
one
motsi
translate one to shona
one
imwe
translate one person to shona
one person
mumwe munhu
translate two to shona
two
mbiri
translate three to shona
three
tatu
translate four to shona
four
ina
translate five to shona
five
shanu
translate six to shona
six
tanhatu
translate seven to shona
seven
nomwe